Varimi vobatsirwa nemasimbi emidziyo yekurimisa

IMWE kambani yakazvimirira iri kubatsira varimi kuburikidza nekuvawanisa masimbi emidziyo yavanoshandisa muminda yavo nekuita mamwe mabasa akasiyana  kuti vakwanise  kuita gadziriro dzekurima dzemwaka wezhizha

Chikwata cheDavies Cup chakadadisa

SANGANO reSports and Recreation Commission rakakorokotedza chikwata chetenesi cheDavies Cup nekubudirira kwachakaita kufambira mberi kupinda muboka reGroup II Euro/Africa Zone mushure mekukunda

PSL yadzoka zvine mutsindo

KUCHANGE kusingadanwe anonzwa svondo rino mumitambo yeligi reCastle Lager Premier Soccer League apo richasimudzira zvichitevera kumiswa kwarakamboitwa svondo radarika nekuda kwemitambo yeChibuku Super

MaWarriors ndinzwei: Dumi

VATAMBI venhabvu nevamwe vemitambo yakasiyana avo vanowaniswa mukana wekupfeka jezi rekutambira nyika rakafanana neremaWarriors vanofanira kuzvikoshesa sezvo ichi chiri chiremerera chikuru kwete kuda

‘Mbeu dziri ti-i’

MAKAMBANI anouchiika mbeu dzezvirimwa zvakasiyana munyika muno akavimbisa kuti ane mbeu inokwanirana apo varimi vari kugadzirira kurima mwaka wezhizha unotevera.

Madzimai dzave nhungamiri

Kuziva Mbuya Huudzwa SVONDO rapfuura rakazadza madzimai nevanasikana vakawanda norufaro vachiona mudzimai woumtungamiri wenyika Amai Grace Mugabe nemutevedzeri womutungamiri wenyika, Amai Joice T.R. Mujuru, vose vachitora

Kutamba mukati medutu

Catherine Murombedzi Kurarama Neutachiona hwe HIV (Chikamu chechipiri)   SEKUVIMBISA kwandakaita svondo rakapera nhasi tinonzwa mashoko ekusimbisana kubva kumukomana

Vakuru vedzidzo vatsva muHarare neManicaland

MATUNHU anoti reHarare Metropolitan Province nereManicaland Province ava nevakuru vedzidzo vatsva. VaChristopher Chamunorwa Kateera, avo vange vari scientific reseacher kubazi redzidzo yepamusoro, sainzi

Hama dzondiramba: Amai vedumbu

MUDZIMAI uye wekuNorton, uyo ange ava nemakore matatu dumbu rake rakazvimba sezvinonzi ane pamuviri ndokuzovhiiwa pachena kuchipatara cheChitungwiza Central Hospital, ari kutenda Kwayedza nechipatara ichi izvo

Akafa achirutsa nyoka . . . ‘Chechi yaange opinda hainzwisisike’

PAKAITIKA mashura pane rimwe purazi riri kuNorton mazuva mashoma achangodarika apo mumwe mukomana wechidiki anonzi akafa mushure mekurutsa zvinhu zvinonzi dzaiva nyoka mhenyu 4.

×