Cde Tongo naCde jz vakabata basa guru

Tandayi Motsi ZIMBABWE neMuvhuro svondo rinouya (Nyamavhuvhu 11) ichapemberera zuva rekurangarira magamba, ayo akazvipira upenyu hwavo mukusunungura nyika kubva muhutongi hwehudzvanyiriri hwemabhunu. Dzimwe dzemhare dzemagamba aya ndiGeneral Josiah Magama

Tinotenda magamba

naTapiwa Editor Simbarashe Makopa Mwana wemuchena ndokunge afarisa zvake, Kungosiya hake nyika yababa vake kuuya kuno kuZimbabwe, Kunge tanga takonewa kushandisa zviwanikwa zvedu. Hoyo tande tande serunyemba kusvika kwaaida muZimbabwe,…

Vogara mumakadhibhokisi ‘dhedhi’ vari kushamwari

Daphne Machiri MUKADZI wekusiiwa pamhene apo akatizwa nemurume akaudza dare kuti ari kudya nhoko dzezvironda zvichitevera kudzingwa kwaakaitwa pamba paairoja nenyaya yekusabhadhara rendi uye ave kugara nemhuri yake mukamba kemakadhibhokisi…

Runyararo muSadc musimboti webudiriro!

KWASARA mazuva mapfumbamwe kuti musangano wevatungamiri venyika dzeSadc utange musi wa17 Nyamavhuvhu muguta reVictoria Falls, guta rine mbiri munyaya dzezvekushanya. Sokutaura kwatakaita panhanganyaya, takati pamusangano ipapa, Zimbabwe, yakamiririrwa

Shavi rakabata parufu

MADZIMAI ainge arere parufu pane mumwe musha uri kwaShe Gwangwawa, kuRushinga, anonzi akadzvamuka achitiza nguva pfupi yadarika apo imwe chembere yaivepo yakatanga kushita senyoka nekuchema sebere

Vana kurutsa nyama

PACHIKORO cheLeopold Takawira Secondary, kuMvuma kudunhu reMidlands, panonzi pari kuitika masaramusi apo vamwe vana vanonzi vanongopunzika, vachitaura zvisinganzwisisike nekurutsa nyaya isiri kuzivikanwa kuti

MAONERO EDU: Dadai nezvauri, semwana weZim

TINOGAMUCHIRA nemawoko maviri mashoko ane hudzamu emutungamiriri wenyika, President Mugabe, ekuti zvakakosha kuti munyika muve nenyanzvi dzinodzidzisa mitauro yerurimi rwaamai muzvikoro sezvo ichiita kuti

Muroora akarikitwa navamwene

Nyasha Mutena naShamiso Kufaruwenga MUDZIMAI wechikuru wekuChitungwiza akatongerwa kushanda pasina muripo nedare reko zvichitevera kuzvambaradza kwaainge aita muroora wake wezera rechidiki, uyo waanoti haasi kuda kusiyana nekatsika kake

Kana mbuya yashatirwa . . .inoparadza midziyo, ichitukirira sekuru

CHEMBERE yekuendeswa kudare nemurume wayo ichinzi inomutukirira ichipunza midziyo yepamusha kana yashatirwa, yakapupura kuti inoita mhirizhonga iyi senzira yekutsiva kutadzirwa kwainenge yaitirwa sezvo dzimwe

Hokoyo nemapurisa anoshanda nembwa!

CHIKAMU chemapurisa eZimbabwe Republic Police chinoshanda nembwa chakarumbidzwa nekusevenza kwachiri kuita mukurwisa kuparwa kwemhosva pamwe nekuchengetedza nzvimbo dzakakosha uye gore rino bedzi,

×
×