Dynamos, Bosso tiba

NZIRA dzose svondo rino dziri kunanga kuNational Sports Stadium muguta reHarare apo makara asingaonane munhabvu, Dynamos FC ichasangana neHighlanders FC, mumutambo weCastle Lager Premiership. Mumwe mukono

Mitambo yezusa yoitwa svondo rino

ACHANGE ari makuwerere paMidlands State University svondo rino apo zvikwata 13 zvemayunivhesiti zvichange zvichitatsurana pamitambo yakasiyana-siyana yeZUSA Old Mutual Championship. Mitambo iyi inosanganisira

Zim Beach Volleyball yotsvagirwa vakotsveri

SANGANO reZimbabwe Beach Volleyball Association svondo radarika rakaita musangano waive nechinangwa chekusimudzira mutambo uyu pamwe nekutsvaga vakotsveri vanoutsigira. Musangano uyu uyo wakaitirwa

Gonzalo ofarira kunotambira Barca

MUTAMBI weNapoli, Gonzalo Higuain, akabvuma kuti irombo rakanaka kutambira Barcelona chinove chikwata chinotambirwa neshamwari yake – Lionel Messi –  uye izvi zvinotevera mashoko ekuti maCatalans anoda kuunza

World Cup yopinda mugiya dzvuku

MUTAMBO weFIFA World Cup kuBrazil uri kupinda padanho repamusoro svondo rino apo zvikwata zvizhinji zvichange zvichirwira kuhwina mitambo yazvo kuitira kuti zvikwanise kufambira mberi. Mumitambo yakatambwa

Akafa nekusarara achiona nhabvu

MUMWE murume wekunyika yeChina anova mutsigiri mukuru wenhabvu anonzi akafa svondo radarika zvichitevera kusarara kwemazuva ane chitsama achiona mutambo weWorld Cup uyo uri kutambirwa kuBrazil.

Sangano reKorfball rakagadza boka

SANGANO reZimbabwe Korfball Association rakagadza boka renyanzvi idzo dzakapihwa basa rekuumba chikwata chenyika chichaenda kuZambia muna Nyamavhuvhu  kunorwira tikiti rekuenda kumutambo weWorld Cup. Gore

Tete vane utsinye

NYAYA yekushungurudzwa kwemumwe mwana ane makore maviri okuberekwa, uyo aigarorohwa natete vake mushure mekunge azviitira tsvina sezvo asingagone kutaura, yakanobudira kuchipatara apo akaendeswa kusikero.

‘Hongu takamugadzirisa’

IMWE hama yaCollins Chigariro, iyo iri kunetsekawo nekurwara kusiri kupera kwemurume uyu, VaEverson Chigariro (35), vakatsinhira kuti mukoma wavo anoti akagadzirwa nevanhu vaakabira zvinhu zvavo. “Collins anonzi

‘Landlord’ akarumwa muromo neroja

MUMWE muridzi wemba wekuChitungwiza akazosara ava nembonje mushure mekunge akakachurwa kurumwa muromo nemuroja wake uyo ainge ava kutama pamba apa. Muroja uyu akazoendeswa kumatare nemuridzi wemba

×
×