Ovhimwa nemapurisa

MAPURISA ari kutsvaga Isaac Madziva (28), uyo aishanda pachitoro cheNyika Complex, kuBindura, uyo wavanoda nenyaya yekushaikwa kwemari inodarika US$50 000.

Ovhimwa nemapurisa

MAPURISA ari kutsvaga Isaac Madziva (28), uyo aishanda pachitoro cheNyika Complex, kuBindura, uyo wavanoda nenyaya yekushaikwa kwemari inodarika US$50 000.

‘Ndingasadhakwa ini ndanwa?’

MUKADZI wekudhonzerwa kudare nemurume wake achinzi ane marambadoro, ayo anokonzeresa kuti aite mhirizhonga mumba, akatsinhira kuti chidhakwa chemakoko achiti kunwa doro haisi mhosva ndokuti: “Handiti

‘Ndine muchato nemurume wako’

MUKADZI wekuendesa kudare waaifungira kuti ipfambi yemurume wake akazoshamiswa ave kuudzwa kuti mudzimai uyu akatochata nemurume wake.

Murume apfidza nekutukwa zvinonyadzisira

MURUME wekugarotukwa nezvinonyadzisira pamberi pevanyarikani vake neaimbove mukadzi wake pamwe nekuteverwa kubasa akazosvika pakupotera kudare. Constantine Kadiwa akaendesa Tambudzai Kadiwa kuHarare

Ticha haarange mwana: Minisita

MUTEVEDZERI wegurukota redzidzo yepuraimari nesekondari, Professor Paul Mavima, vanoti varairidzi havatenderwe kurova vana vechikoro, asi kuti vakuru vezvikoro ndivo vane mvumo yekutora matanho ekuranga

Mukuru wechikoro akarikitwa

MUMWE mukuru wechikoro akazvindikitwa kunge nyoka yapinda mumba nemubereki mushure mekunge arova mwana wechikoro nezvibhakera.

A-LEVEL — MUBAIRO: Ndangariro dzaGeorge

Ticha Tichaziva CHITSAUKO 4 (Nyaya yacho: Enderero mberi) Vanokanganiswa nevana vachisvika kubva kwavainge vatumwa. Ndangariro dzaGeorge dzavhiringidzwa

O-LEVEL — NDINOFA NDAEDZA: Muchineripi anorwisana naChandafira

Ticha Tichaziva CHITSAUKO 3 (Ongororo: Endererero mberi) Enzaniso tinodziona dzichishandiswa zvekuti. Tinobva tanyatsa kuona kuti Revai ainge ava nenyota yakaita sei apo

Presidential Scholarship: ‘Vadzidzi tichavabatsira’

HURUMENDE iri mushishi kutsvaga mari yekuti vadzidzi vari pasi pechirongwa chePresidential Scholarship Scheme vange vachikwanisa kupedzisa zvidzidzo zvavo zvichitevera matambudziko ekushomeka kwemari

×
×