Madzimai musagarire mawoko – Muchinguri
GURUKOTA rezvemadzimai, kuenzaniswa kwemikana nekusimudzirwa kwenharaunda, Cde Oppah Muchinguri, vari kukurudzira vanhukadzi kuti vashande nesimba kuitira kuti vasimukire muraramo yavo.
Madzibaba Ishmael ari kunyeba zita rake
VAMWE vevanhu vanonamata nemuporofita weJohane Masowe weChishanu kuBudiriro 2, muHarare, vanoti zita riri kutaurwa rekuti Ishmael Mafuni ndere kunyepa sezvo rake chairo achinzi ISHMAEL CHOKURONGERWA uye anobva kwaMUREHWA, kwete kuHwedza…
Vakangosara nebhokisi
KUVIGWA kwemutumbi wemumwe murume wechidiki wekwaRusere, kwaShe Mudzimurema, kwaChihota kwakambomiswa nemusi weMugovera wakadarika, gomba reguva rainge racherwa ndokusara rakashama, bhokisi ndokurongedzwa mumba risina chitunha paine fungidziro yekuti muchakabvu uyu angangodaro…

Votamba nebadza
VANA nevadzidzisi vepaChigango Primary School, kwaShe Chiswiti kuMt Darwin
Makwikwi eAfrican Woman of the Year
VANHUKADZI hounoi mukana wekuti muhwinhe mibairo mikuru yakarohwa nechando mumakwikwi eKwayedza African Woman of the Year. Tumirai mifananidzo yenyu makapfeka mbatya dzezvipfeko zvemuAfrica (African attire) kuKwayedza, bepanhau revanhu, kuti muve…
Podolski ozvitemba
MUTAMBI weArsenal, Lukas Podolski, ari kuzvitemba kuti chikwata chake chichabudirira kuhwina tikiti rekutambira mumutambo weChampions League asi akabvuma kuti mitambo yavo inotevera ichange yakaoma. Mutambi uyu, uyo anove chizvarwa chekuGermany,…
Turpis Pharetra Fusce Id Arcu
Phasellus in eros vel augue mattis suscipit eget a ligula. Fusce vitae elit non.
Turpis Pharetra Fusce Id Arcu
Phasellus in eros vel augue mattis suscipit eget a ligula. Fusce vitae elit non.
‘Ndinopa zvikwata zvenhabvu juju’
N’ANGA inozviti chitopota pakushandisa mishonga, inoti yashandira vanhu nezvikwata