274 vafa pasvondo

Patrick Shamba Mupepeti VANHU 274 vafa nechirwere cheCovid-19 musvondo rimwe chete radarika apo denda iri rinoratidza kuti rarova Zimbabwe kechipiri uye zvakaipisisa kubva patanga kuonekwa chirwere ichi muZimbabwe mumwedzi waKurume…

Ngatinamatirei nyika: First Lady

Tandayi Motsi MUDZIMAI wemutungamiriri wenyika First Lady Amai Auxillia Mnangagwa vari kukurudzira vanhukadzi vari muZimbabwe nevamwe vari kunze kwenyika avo vanokwanisa kuti vabatane navo muchirongwa chekutsanya nekunamata kutanga nemusi wa21…

Tichapedzerana neBurkina Faso: Mpandare

Abel Ndooka MANEJA wechikwata chenyika chemaWarriors – Wellington Mpandare – anoti vari kutarisira kuti vachatamba nhabvu yepamusoro apo vari kusangana neBurkina Faso nhasi mumutambo wavo wechipiri wemuGroup A Africa Nations…

Mukadzi wekurambirwa kunaka . . .   Akazoroorwazve, ndokurambwazve

Kingstone Mapupu MUDZIMAI wekwaMambo Chireya, kuGokwe North – wekurambwa nemurume wake nekuda kwekunaka kwake uko aimutyira kuti angamutorerwe nevamwe varume – anonzi akazoroorwa kechipiri, asi ndokurambwa zvakare nekuda kwechikonzero chimwe…

Varimi ngwarirai   Covid-19: ARDA 

  Muchaneta Chimuka SACHIGARO weAgricultural and Rural Development Authority (ARDA), VaIvan Craig, vari kuyambira varimi kuti vazvidzivirire zvakanyanya kubva kuchirwere cheCovid-19 apo vanenge vachiita mabasa avo. “Chirwere cheCovid-19 chiriko, asi…

. . . 60 vafa zuva rimwe

Munyori weKwayedza VAMWEZVE vanhu 60 vakafa nemusi weMuvhuro bedzi neCovid-19 izvo zvakabva zvakwidza huwandu hwevanhu vashaya nechirwere ichi kuenda pa773 musi uyu nyika yose. Vanhu vakashaya neMuvhuro bedzi ava ndivo…

Vari kupora voderera

Munyori weKwayedza KUWANDA kuri kuita vanhu vari kubatwa neCovid-19 kwava kupa mutoro kune zvekushandisa mukurwisa denda iri izvo zviri kudzosera kumashure nyaya dzinosanganisira kuronda vanhu vakambosangana nevane chirwere ichi nevari…

Tsika nekuvigwa kwevafa neCovid

Muchaneta Chimuka VERUZHINJI vari kupa mafungiro avo akasiyana zvichitevera danho rakatorwa neHurumende rekuti vanhu vanenge vashaya nekuda kwechirwere cheCovid-19 vavigirwe munharaunda dzavanenge vafira senzira yekuderedza kutekeshera kwedenda iri. Kwayedza svondo…

Corona haisati yaneta – WHO

Tandayi Motsi SANGANO rinoona nezveutano pasi rose, reWorld Health Organisation (WHO), rinoti kunyangwe zvazvo veruzhinji vachiratidza kuti vaneta nekunzwa mashoko ari pamusoro pechirwere cheCovid-19, zvakakosha kutevedzera matanho ekuchidzivirira sezvo vakawanda…

41 000 vowaniswa mvura yakachena

Abel Ndooka SANGANO remubatanidzwa wemachechi, reZimbabwe Council of Churches (ZCC), rakatanga chirongwa chekuvandudza zvibhorani zvakafa zviri kumativi mana enyika nedonzvo rekuti vanhu vanodarika 41 000 vawane mvura yakachena izvo zvinobatsira…

×