Vanhu vazhinji vanogona kufa

Vusumuzi Dube ZIMBABWE inogona kuita vanhu vakawanda vanobatwa nechirwere cheCovid-19 nevanofa sezvo pari zvino nyika ino ichiratidza kuti yapinda muchikamu chechipiri chekunyuka kwedenda iri (second wave). Izvi zviri kuitika panguva…

Zim yomirira mushonga

Lincoln Towindo HURUMENDE yave padanho repamusoro panyaya yekufambiswa kwechirongwa chekuti veruzhinji munyika muno vawaniswe mushonga unodzivirira kubatwa nechirwere cheCovid-19 (vaccine). Pane zviratidzo zvekuti Zimbabwe inogona kutanga kuwana mushonga uyu gore…

Vane Covid vowanda

Tandayi Motsi HUWANDU hwevanhu vari kuwanikwa vaine chirwere cheCovid-19 muZimbabwe kwemazuva matatu akatevedzana – Chipiri kusvika China svondo rino – huri kuratidza kukwira kwedenda iri kana zvichienzaniswa nenguva pfupi yadarika.…

Corona yorwiswa muzvikoro

Tandayi Motsi HURUMENDE iri kusimbaradza matanho ekurwisa chirwere cheCovid-19 muzvikoro zvichitevera kunyuka kwedenda iri muzvimwe zvikoro. Vachitaura kuvatori venhau mushure memusangano wedare reCabinet muguta reHarare svondo rino, gurukota rezvekuburitswa kwemashoko…

Farai henyu asi . . . Moyeuka kune Corona: WHO

Tandayi Motsi SANGANO rinoona nezveutano pasi rose, reWorld Health Organisation (WHO), rinoti zvakakosha kuti vanhu vajairire mararamiro matsva ayo akaunzwa nekuda kwechirwere cheCovid-19, zvikuru takatarisana nekuswedera kwaita zororo reKirisimasi neGoredzva…

Rwisai Covid zvose neHIV

Muchaneta Chimuka MUTEVEDZERI wemutungamiriri wenyika Vice President Constantino Chiwenga vanoti chirwere cheCovid-19 chadzosera kumashure budiriro yange yavepo mukurwisa HIV neAIDS nekudaro zvakakosha kuti veruzhinji varambe vachitevedzera matanho anomisa kupararira kwedenda…

Mufushwa wehowa

Muchaneta Chimuka MuFUSHWA wehowa kana ukabikwa nemazvo kudya kunonaka zvikuru sezvo nyanzvi dzezveutano dzichiti hune mavitamin uye iron zvinobatsira kuti muviri ugare wakagwinya. Svondo rino Tendai Chandipwisa wekuMasvingo anotsanangura mamwe…

Muvengi wako ndiwe

Wedzerai Nhemachena MAZWI matsva mumutauro wedu vatema kana vachena anomera nezvinoitika munharaunda dzatigere, mungava mumisha yedu, mumatunhu kana mumakambani matinoshandira. Semuenzaniso, izwi rekuti “akazviuraiwa” idzva mumutauro weChiShona. Dare rino rakambotambudzika…

Akafa arovera vabereki bere . . . Mupositori tasa . . . mumwe orasika njere

Kingstone Mapupu MURUME mupositori wekuGuruve akafa, mukoma wake ndokusara orasika njere mushure mekunge vaviri ava vapihwa mhiko netsvimbo dzakanamatirwa kumasowe kwavo, idzo vakanoshandisa kuzvambaradza vabereki vavo nekuvapisira musha nematanga embudzi…

Amai vobatsira vanotambura

Tendai Rupapa NYAYA dzevanhukadzi vanoita basa rekutengesa miviri yavo dzinogona kuderera kana vakatambira zvirongwa zvekupa madzimai masimba mune zveupfumi izvo zviri kuvambwa nemudzimai wemutungamiriri wenyika First Lady Amai Auxillia Mnangagwa…

×