Tsotsi rekumasowe rakaigochera pautsi
Munyori weKwayedza MURUME anogara mumusha weMufakose, muguta reHarare, akamiswa mudare reHarare Magistrates Courts achipomerwa mhosva yekuda kuba motokari mbiri dzaive pamasowe apo ainge akapakata zvombo. Sarez Shonhiwa (53) akamiswa pamberi…
Vonzi vakaponda mushandi
Kingstone Mapupu MURUME wemubhuku raMutasa, kwaMambo Chiswiti, kuMt Darwin, akasungwa nemapurisa eko achipomerwa kuponda mushandi wemumusha mavo uye mumwe waanonzi akapara naye mhosva iyi achiri kutsvagwa. Vakafanobata chigaro chemutauriri wemapurisa…
Koshesai tsika dzedu
Abel Ndooka MUNYORI wemabhuku, Mirriam Kwenda-Mutize, anoti zvakakosha kuti vanhu vachengetedze tsika dzavo, zvikuru apo vanoshanya kune dzimwe nzvimbo. Kwenda-Mutize, uyo akanyora bhuku rinonzi Tete Series uye pari zvino ari…
Kuzvikanga nemafuta senguruve
naWedzerai Nhemachena NGURUVE inozivikanwa semhuka ine mafuta akawanda. Naizvozvo, vanobika nyama yenguruve vanoziva kuti pakukanga nyama yacho, unoshandisa mafuta enguruve iyoyo. Izvi zvinorerutsa basa remubiki. Asi nguruve kuti isvike pakuita…
Tete vakafira muti weraki
Kingstone Mapupu Murume wekuHuyuyu, kwaMutoko, akasungwa nemapurisa nemhosva yekutematema tete vake nedemo, ndokuita ambuya vake kafiramberi achivati vainge vabvisa mushonga wake weraki pawaigara. Piniel Tagara (23) ari kunzi akaponda…
Musasvike pedyo neni
Tendai Gukutikwa Murume wekwaMutare akwidza hama dzake kudare redzimhosva reko achiti haachada kuti mumwe nemumwe wavo asvike chinhambwe chemamita 250 pedyo naye sezvo vari kumuti ane chikwambo chapedza mhuri. Stanford…
Ogara achibuda honye nehurwa…murume wangu akakonzeresa
Kingstone Mapupu MUDZIMAI wechidiki anogara mumusha weZengeza 4, kuChitungwiza, anoti atambura nechirwere chenjovhera icho anoti akatapurirwa nemurume wake uyo akabva azopata musha achimusiya oga. Tsitsi Chizengeya, uyo kumusha anobva kuEmpress,…
Murume wehuku akoromora imwe
Liberty Dube MURUME anogara kwaChigodora, kwaMutare — uyo anova muridzi wejongwe rehuku rakaruma mumwe mudzimai weko achibva afa nguva yadarika — akoromora imwe itsva. Apo asati azvichenura mudare raMambo Zimunya…
Njodzi yeCovid ichirimo muZim
Mukudzei Chingwere ZVIKAMU zvakakosha zveupfumi hwenyika pamwe chete nezvikoro zvakakwanisa kuvhurwa zvakare nekuda kwekuti vanhu vemuZimbabwe vari kuziva njodzi iripo panyaya yekutapurirwa chirwere cheCovid-19 nekudaro zvakakosha kuti varambe vachitevedzera matanho…
‘Batai varwere zvakanaka’
Muchaneta Chimuka VERUZHINJI vanokurudzirwa kuti vasiyane nekatsika kekusarura varwere vepfungwa, zvikuru panguva ino apo nyika yakatarisana nechirwere cheCovid-19. Mashoko aya akataurwa svondo rapera negurukota revashandi nekubatsirwa kwevanoshaya, Professor Paul Mavima,…











