‘Musangorasa magirovhosi nemamasiki pose-pose’

Kingstone Mapupu MUKURU webazi rezveutano mukanzuru yeguta reHarare, Dr Prosper Chonzi, vanoti dambudziko rekuraswa kwemamasiki nemagirovhosi — izvo zviri kushandiswa neveruzhinji kudzivirira coronavirus —munzvimbo dzisina kukodzera idambudziko guru uye zvine…

Chitungwiza haina mvura

Phillipa Chinhoi-Mukome VAMWE vagari vemudhorobha reChitungwiza vari kuchema-chema nedambudziko rekushaikwa kwemvura yekushandisa mudzimba panguva iyo Zimbabwe iri kurwisa chirwere cheCovid-19 icho chinoda kuti veruzhinji vagare vachiita hutsanana nekugeza maoko nesipo…

Rendi: ‘Zvinoda kuti muwirirane’

Vanyori veKwayedza DANHO rakatorwa nedare reCabinet nemusi weChipiri rekuti maroja anenge anonoka kubhadhara rendi asadzingwe paanogara panguva ino nyika yakatarisana nekurwisa chirwere cheCovid-19 rogashirwa nepakasiyana. Dare reCabinet rakaita chisungo chekuti…

‘Muchaziviswa panovurwa zvikoro’

MUTUNGAMIRI wenyika vachazivisa mazuva ekuvhurwa kwezvikoro, asi vanoita izvi bedzi kana zvaonekwa kuti vana vechikoro nevadzidzisi havasi panyatwa yekutapurirwa hutachiona hwecoronavirus.

‘Upenyu pamberi, zveupfumi shure’

PRESIDENT Mnangagwa vanoti upenyu hwevanhu hwakakosha kudarika kusimukira kweupfumi hwenyika panguva ino yekurwisa chirwere cheCovid-19.

‘Social distancing’ yonetsa . . .Baba, vakadzi 20, nevana +100 Nevazukuru

MURUME wekuChitungwiza uyo ane madzimai anodarika 20 nevana vanopfuura 100 anoti atambura nekuti ogarisana sei nemhuri yake yakakura iyi panyaya dzekukoshesa kuti vanhu vasagare vakaungana (social distancing) kuitira kuti vasatapurirane chirwere cheCovid-19.

Mabatirwo ezvitunha zvinobve kubanze kwenyika

Nqobile Tshili naThupeyo Muleya

Musha wose wovhenekwa coronavirus

VAGARI vose vemubhuku rekwaChitemere, kuMhondoro-Mubaira, kudunhu reMashonaland West, pamwe chete nevemunharaunda vari kuvhenekwa chirwere cheCovid-19 pasi pechirongwa chekuda kunyatsozivisisa mamiriro edenha iri munzvimbo iyi.

Mukadzi akafira sekuru

MURUME wekumindamirefu yeHoyuyu, kwaMutoko, akasungwa nemapurisa eko nemhosva yekuponda mudzimai wake achimutema tema nebadza mumusoro apo aimupomera kuita chipfambi.

NDAROHWA NENHAMO: SHAYA

GEORGE Shaya – murume wekunetsa nehunyanzvi hwake hwekutamba nhabvu muno – anoti kugara kwevanhu kudzimba nekuda kwedenda reCovid-19 kwapinza nzara mbishi mumba make.

×