COVID-19: Ziyai mikuhlani
MUMWEDZI waZvita gore rapera, munyika yeChina makanyuka chirwere chinodaidzwa kuti coronavirus kana kuti Covid-19 icho chaambukira nyika dzakawanda kukumanidzira Zimbabwe.
‘Mishonga inoda kutanga yaongororwa’
HURUMENDE inoti inotendera chete mishonga yakaongororwa nanamazvikokota kuti ishandiswe pakurapwa kwevarwere veCovid-19 asi hairambidze vanhu kuti vabatsirwe nevanorapa pachivanhu kana vachida rubatsiro rwemhando iyoyo.
Tikatevedzera zvinoita bedzi
VANHU vemuZimbabwe vapinda musvondo rechipiri vatanga chirongwa chekugara mudzimba kwemazuva 21 nedonzvo rekuedza kumisa kutapurirana nekupararira kwechirwere chabata nekuuraya vanhu vakawandisa pasi rose – cheCovid-19.
Kugona ngozi huiripa
MAZUVA ano kashoma kunzwa kuti mwana arwara negwirikwiti. Izvi hazvireve kuti hakusisina gwirikwiti. Gwirikwiti richiripo asi kugona gwirikwiti kutanga kupa hutachiona hwegwirikwiti kumwana asati arwara. Kana razouya kumwana richawana verudzi rwaro vakarimirira. Zvino ndekupi kwaungarwise werudzi rwako. Ndizvo zvimwe chetewo kana mbavha dzanetsa munharaunda, kuti mugone kudzibata kutoshandisa dzimwe mbavha dzinoziva maitiro evamwe vadzo. Aya ndiwo maripirwo engozi zvakare. Ndingaenderere mberi ndichipa mimwe mienzaniso inotaurwa nehungwaru hwatakasiirwa nemadzitateguru edu asi isu tikatadza kuhushandisa zvakazara. Zvizhinji tichakurukura zvizere pamatare anotevera.
Hakuna mushonga unorapa Covid-19
BAZI rezveutano nekurerwa kwevana rinoti hapasati pava nemushonga unorapa chirwere cheCovid-19 uye veruzhinji vanofanirwa kusatevedza mashoko ari kutenderera achiti mishonga iripo.
Vanoshambadza manyepo hokoyoi
Nguva pfupi yadarika Hurumende yakadzika mutemo unodaidzwa kuti Statutory Instrument 83 of 2020 uyo uchashandiswa kuranga vose vachafambisa nhau kana mashoko emanyepo pamusoro peavo vachange vachiona kuti zvisungo zvekuti veruzhinji…
. . . mayunivhesiti opindira
MAYUNIVHESITI eHurumende apindira mukurwisa chirwere cheCovid-19 muno.
BAZI redzidzo yepuraimari nesekondari rinozivisa vabereki nevamwe kuti gadziriro dzebvunzo dzemunaChikumi nedzemunaMbudzi dziri kufambira mberi.
BAZI redzidzo yepuraimari nesekondari rinozivisa vabereki nevamwe kuti gadziriro dzebvunzo dzemunaChikumi nedzemunaMbudzi dziri kufambira mberi.
BAZI redzidzo yepuraimari nesekondari rinozivisa vabereki nevamwe kuti gadziriro dzebvunzo dzemunaChikumi nedzemunaMbudzi dziri kufambira mberi.






