‘Tiri kugadzirira mishonga’
Tendai Rupapa SERIMWE rematanho ekurwisa chirwere cheCovid-19, Hurumende yakatotanga hurongwa hwekuti muno mugadzirwe mishonga inobatsira mukudzivirira nekuderedza marwadzo edenda ratekeshera pasi rose iri. Kana yavapo, mishonga iyi ichange iri yepachena. Covid-19…
Vanhu 13 vabatwa vaine Covid-19 muZimbabwe
ZIMBABWE yava nevanhu gumi nevatatu (13) vawanikwa vaine chirwere chatekeshera pasi rose cheCovid-19.
HAKUNA MUSHONGA UNORAPA COVID-19
Munyori weKwayedza BAZI rezveutano nekurerwa kwevana rinoti hapasati pava nemushonga unorapa chirwere cheCovid-19 uye veruzhinji vanofanirwa kusatevedza mashoko ari kutenderera achiti mishonga iripo. Izvi zvinotevera mashoko anongotenderera sepamaWhatsApp, paFacebook kana…
Wekudhumana neshato muhotera orwara
NYAYA yevakadzi vaviri vari kupomerwa kuchengeta shato zvisiri pamutemo paimwe hotera iri maMutare yave nepamwe zvichitevera kurwara kwakaita murume anove mufakazi mukuru apo aipa huchapupu hwake mudare reMutare Magistrate Court nguva pfupi yadarika.
Kana shanje dzabata . . .Akapisira mudiwa, Chikomba mumba
MUDZIMAI wemumusha weChipadze, kuBindura, akashaika pamwechete nechikomba cheshamwari yake mushure mekutsva zvakaipisisa apo imba yavainge vari inonzi yakatungidzwa varimo nemurume waakambodanana naye.
Mamiriro ebvunzo dzeZIMSEC
BAZI redzidzo yepuraimari nesekondari rinozivisa vabereki nevamwe kuti gadziriro dzebvunzo dzemunaChikumi nedzemunaMbudzi dziri kufambira mberi.
Covid-19 yatikanya: Mapeza
NORMAN MAPEZA – uyo akambotamba nhabvu muno nekunze kwenyika asati azova murairidzi – anoti chirwere chanetsa cheCovid-19 chadzosera mutambo uyu shure, muno nepasi rose.
. . .kudai ndiri kumusha: Chigova
MUBATI wepagedhi wemaWarriors nePolokwane City yekuSouth Africa, George Chigova, anoti zvakakosha kuti vatambi venhabvu vabatsire mukurwisa kupararira kwechirwere cheCovid-19 uye anoshuvira kuti kudai panguva ino ari kumusha aine hama neshamwari.
Nyoka yakaipisisa muZim. . . unofa ne3 minutes
NYOKA chikara chinotyiwa zvikuru nevanhu vakawanda nekuda kwekuti kana ikaruma, uturu hwacho hunokuvadza kana kuuraya.
Matanga kuungana
Malven Mugadzikwa naPaidamoyo Chipunza KUSIYANA nezvakaitika musvondo rekutanga vanhu vemuZimbabwe vanzi vagare kudzimba uye vasafambe-fambe sedanho rekurwisa kutapurirana nekupararira kwechirwere cheCovid-19, zvishoma nezvishoma veruzhini vatanga kusangana nekuva pedyo nepedyo. Kubva…











