Ngano : Tsumo nemadimikira namukanya

Aive madziva, ave mazambuko.

Grade 7: Zvimwe zviri mubvunzo dza2021

Regai tipendere chirongwa chemabandiko ezvidzidzo zvichanyorwa mugore riri kutevera kunova kekutanga muZimbabwe. Vari mugwaro rechitanhatu gore rino ndivo varikuvarura kunyorwa kwebvunzo idzi saka tati regai tibva tangorigamha richabva Hwedza nekuti vanhu vanga vachinetseka nekuda kuziva kuti zvino vachanyora sei bvunzo ravo nekuwanda kwaita zvidzidzo zvavo.

O-Level: Chiturabefu nechimiso

Svondo rino tichaita chidzidzo chiri maererano nekushandisa zvimiso zvechiturabefu nechimiso.

A-level: Hondo yakarwadza

Tinopedzisa mubvunzo watakavamba svondo rapfuura unoti

Dzidza mitauro

Tinofambira mberi nekukudzidzisai mimwe yemitauro gumi nemitanhatu (16) iyo inocherechedzwa nebumbiro remutemo reZimbabwe.

Kwava nemutemo mutsva wedzidzo

Mubereki wose ave kusungirwa kuendesa vana kuchikoro kubva pagwaro reEarly Childhood Development (ECD) vasati vaenda Giredhi 1 kusvika Fomu 4.

Imbwa haihukure sadza: Chigure hachirare chakapfeka mask

Kana pakaita shumba iri kutenderera munzvimbo yaunogara, vanhu vemunzvimbo iyoyo havarambe vachiita zvinhu semazuva ese. Zvidhakwa zvinokurumidza kusvika kumba, uye vanhu vanenge vasisangofamba zvisina musoro.

Poto ine nyama pfe pasi pemubhedha

Muchinda anoshanda sahwindi kumakombi anotakurira mumugwagwa waJoseph Msika Street (waimbonzi Cameroon Street), muguta reHarare, anoti ari kugara musango mushure mekuoneswa pfumvu nemudzimai wake akazvitakura uyo anomudzinga pamba, kumurova nekuviga poto yeusavi pasi pemubhedha kuti ashaye chekudyisa sadza nacho.

Baba vakandipfimba ini ndikavaramba

Mudzimai anogara kuDzivaresekwa anoti ari kushushikana zvikuru nehunhu hwemurume wake hwekupfimba musikana wavo webasa uye akamubvunza nezvenyaya iyi anobva amubatira banga.

Maonero edu: Munhukadzi ndiye musha

Zimbabwe nemusi weSvondo wadarika yakabatana nedzimwe nyika dzepasi rose mukucherechedza zuva rekukosha kwevanhukadzi, reInternational Women’s Day. Zuva iri rinocherechedzwa gore negore nemusi wa8 Kurume.

×