Akapofomadzwa nemuremwaremwa
Kingstone Mapupu MURUME wemuHarare anoti akapofomara maziso mushure mekunge arohwa kumeso nemumusoro nemuremwaremwa. Muremwaremwa kamhuka kanodaidzwa pachirungu kuti “bat”. Vamwe vanofunga kuti kamhuka aka ishiri isina makushe nekuda kwekuti kanobhururuka,…
Mukadzi pfacha ‘girlfriend’ yakati zete pamubhedha
Muhamed Komboni MUKADZI wekuRedwing Mine, kuPenhalonga, akasungwa svondo rapera achipomwerwa kubaya shamwarikadzi yemurume wake nebanga pachipfuva neparuoko apo akanga amusvikira akati zete pamubhedha wake muimba yavo yekurara aine murume wake.…
Iguva ravo: Kanzuru
Munyori weKwayedza MUTAURIRI wekanzuru yeHarare, VaInnocent Ruwende, vanotsinhira nezvenyaya iyi vachiti, “Kana guva richinge ratengwa, rinoramba riri mumaoko ehama dzakatengera mufi. Saka kana pachinge paitika nyaya yakaita seiyi apo rinosvika…
Oti akabirwa mari nemukadzi wake
Courtney Munodawafa MURUME wemuHarare anoti akagurwa kunorira nemudzimai wake uyo akamubira $1 700 ndokumutorera midziyo yose yemumba akaenda nayo. Kateva Kateva akataura mashoko aya mudare reHarare Civil Court uko akamhan’arira…
Mwana odzinga baba pamusha
Courtney Munodawafa MURUME wekuEpworth anoti akadzingwa sembwa pamba pake nemwana wemudzimai wake achibatsirana naamai vake. Aleck Mazibuko akamhan’arira Tinashe Koroka kudare reHarare Civil Court achida gwaro redziviriro. Mazibuko anoti Koroka…
Tevedza hurongwa hwegore
Bembera padare naWedzerai Nhemachena HURONGWA hunobva mukugara pasi sedare remusha, kambani kana senyika tichironga mafambisiro atinoda kuita basa kuti tigokwanisa kuzadzisa zvinangwa zvedu. Kugara pasi kwerudzi irworwu kunobatsira kuti hatiite…
Zvokuita kana kwaita mafashamu
Mafashamu asati atanga: Garai makangwarira. Ongororai nzvimbo yamuri. Inzwai zvinobuda paWeather Report paterevhizheni kana pawairesi. Kana pakanzi munzvimbo yenyu muchaita mafashamu, endai munzvimbo dzakakwirira, musatyaire mumigwagwa ine mafashamu. Panguva yemafashamu:…
Ropafadzo okumbira rubatsiro
Muchaneta Chimuka MWANA ane makore masere ekuberekwa – uyo akazvarwa akaremara makumbo ake izvo zvinoita kuti afambe achikambaira – ari kutsvaga rubatsiro rwemari yechikoro, wiricheya uye zvimwe zvinodiwa mudzidzo kuti…
‘Ndinorohwa nevana vemurume’
Courtney Munodawafa IMWE shirikadzi inoti iri kushaiswa rugare nekushungurudzwa nevanasikana vemurume wayo nekugara ichirohwa. Eveline Maromo akazvuzvurudzira Marciline Katsetula naPerpetual Katsetula kudare reHarare Civil Court achida gwaro rerunyararo. Mutongi Noah…
Kapfupi otorwa mufananidzo
Shasha yemadhirama zvekare ari muimbi, Freddy “Kapfupi” Manjalima anotorwa mufananidzo aine mumwe wevanomufarira uyo asina kudomwa zita rake apo ainge akarova “smart”.








