Oroverwa kudyiwa kweMakepepe

VANHU vaive mudare vakashamisika pavakanzwa mumwe murume achiti ari kuoneswa ndondo nemukadzi waaimbodanana naye uyo anomurikita kumurova pose panokundwa chikwata chenhabvu chaanotsigira cheCAPS United mumitambo yacho senzira yekupedza shungu.

TICHA ANE CHIPO

MUDZIMAI asingaone — uyo anove mukuru wechikoro cheMushandike High, kuBuchwa, kuMberengwa — ari kuita zvinorova kuburikidza nekudzidzisa vana veA-Level avo vanoona.

Kubviswa kwemutemo wekutapurira HIV uchiziva

CHIKAMU D chemutemo weCriminal code chinoona nenyaya dzekutapurirwa utachiona hweHIV takatarisa mhosva dzine chekuita nenyaya dzepabonde.

Wapfeka here kana kuti wapfekwa?

NDINOTYA kupfekwa nekushandiswa segambhutsu. Ndinotya kupfekwa nemweya yetsvina nezvimwe zvinhu zvinopfeka vanhu, ivo vanhu vachifunga kuti ndivo vakazvipfeka.

Vana vakadzidziswa mabasa

BAZI revechidiki, mitambo nekutandara nguva yadarika rakacherechedza zuva revechidiki, reDay of the African Child, pagungano rakaitwa kuChitungwiza apo vana vechikoro – kusanganisara vakaremara mitezo – vakadzidziswa zvakawanda zvinosanganisira mabasa avanogona kuzoita kana vapedza fundo.

Dembo orohwa nemuzukuru

MUZUKURU wekuendeswa kudare redzimhosva naambuya vake achinzi abve pamba pavo nekuti ari kuvanetsa nekugara achivarova anoti haana kwekuenda sezvo asingazive amai vake kana hama dzake.

‘Tarambana katatu’

MUMWE mukadzi anoti arambana nemurume wake kanokwana katatu asi vachizodzokerana votanga kugara vose zvakare.

Mupfuhwira uyu wakaipa

MUPFUHWIRWA rudo! Aya mashoko anowanikwa mukambo kemuimbi anove gamba renyika, mushakabvu Oliver “Tuku” Mtukudzi.

‘Madzimai yave nguva yedu’

MUIMBI wemisambo yakasiyana — Marcy Janyure —  anoti yasvika zvino nguva yekuti vaimbi vechidzimai vasimukire uye vaonekwe vachitungamira munyaya dzemhanzi.

‘Kumapurisa handiende’

MUDZIMAI wemuHarare akashamisa vanhu vaive mudare apo akati murume wake anogara achimurova uye akambomurikita zvekusvika pakutyoka ruwoko asi haadi kumumhan’arira kumapurisa nekuti anoda kuchengetedza imba yake.

×