Mhere bovo mudare

VANHU vaive mudare vakashamisika apo mudzimai wekuGlen View, muHarare, — uyo wekutorerwa murume neshamwari yake yepamwoyo, iyo yaanoti yakashandisa mushonga — akazobongomora mhere achiti akagurwa kunorira.

Matambudziko eAfrika

SARUDZA nhetembo mbiri dziri muna Rukuvhute dzinojekesa mamwe tambudziko anowira zvizvarwa zvemuAfrica.

Zvimwe pamusoro peroora

TINODA kuti tisimudzire patakasiira muchikamu chapera apo takabata nyaya dzewanano. Takataura zvesunungurahomwe, makandinzwanani, matekenyandebvu, hotamiro nemapfukudzadumbu. Takabata zvakare nyaya yezvitsidzo, zvindakuda uye nduma.

Vana vepaGrombridge vorumbidza Kwayedza

VANA vepachikoro cheGroombridge Primary School, muHarare, vanorumbidza bepanhau reKwayedza vachiti riri kuvabatsira zvikuru muzvidzidzo zvavo zveShona.

Anorasa mwana kana adhakwa

MUDZIMAI wekuHatcliffe, muHarare — wekunzi ane marambadoro — anonzi akarasa mwana wake mune rimwe sango rekunzvimbo yaanogara apo ainge akakoriwa nehwahwa.

‘Amai makanditorera murume’

AMBUYA vekupomerwa kuti vakambodanana nemukuwasha wavo vakazomhan’arira mwanasikana wavo kudare vachiti ari kuvashungurudza nenyaya iyi.

‘Wakarara nechitunha changu’

KUNE mweya wengozi yemunhukadzi uri kupisa semoto kwaMambo Mangwende, kwaMurehwa, uchiti mukadzi uyu akafa nekupondwa nechikomba chake, icho chakazorara nechitunha senzira yekutsipika.

Kamwana (4) kakaita mashura

“ZVAKAITA sekunge chishamiso, akanunurwa pakati-pakati pedutumupengo, iro rakamukanda kubva mumvura yaive nemafashamu. Takange tamutsvaga kwenguva inokwana awa rose tisina chokwadi chekuti akange ari pane mitumbi yehadzvadzi dzake dzakange dzafa kare.

Amai (83) vogezesa mwanakomana (66)

CHEMBERE ine makore 83 okuberekwa yekuUzumba, kuMashonaland East, yaratidza veruzhinji veko kukosha kwerudo rwaamai sezvo iri kupepa, kugezesa nekupfekedza mbatya mwanakomana wayo wekubereka uyo ava nemakore 66 okuzvarwa.

Votevera matsimba a’Dr Love’

Muchaneta Chimuka MURUME nemudzimai wake — avo vasingaone — vakabura dambarefu ravo rekutanga rine nziyo shanu dzechitendero rinonzi Jehovha Ndiye Mufudzi Wangu. Prince Chikahamadze (26) nemudzimai wake, Evas Shungu (27),…