Zim yonopakura ruzivo rweropa
Muchaneta Chimuka SANGANO reNational Blood Services Zimbabwe (NBSZ) rakasarudzwa pakati pemamwe masangano emunyika nhanhatu pasi rose kuti ringe richinopakura ruzivo maererano nekupa uye kugadzirwa kweropa nenzira inoita kuti risave nenjodzi…
Madora kudya kune utano
MADORA kudya kune utano sezvo kuine mapuroteni akawanda uye kunotora nguva refu kusati kwaipa. Svondo rino Tafadzwa Kufa wekuZaka, mudunhu reMasvingo, anotsanangudza mamwe mabikirwo emadora zvine hunyanzvi. Zvinodiwa: Madora, munyu,…
Musandikuvadze: Jabu Ndunge
Kingstone Mapupu MWANAKOMANA wen’anga yekuChipinge iyo yaiva nemukurumbira, mushakabvu Sekuru Charles Makhuyana Ndunge, ari kuchema-chema zvichitevera kubuda kwakaita nyaya yekuti baba vake vakasiya gwaro (list) rine mazita evanhu vose vavakashandira…
‘Bhudhi vanondirova vakandisunga’
Milcah Nhakura MUMWE mupurisa akaendeswa kudare nehanzvadzi yake achipomerwa kuti anomurova senyoka yapinda mumba apo anenge akamusunga nengetani dzebasa uye kumudzinga pamba penhaka yavakasiirwa nevabereki vavo. Catherine Magogo akamhan’arira Petros Magogo…
Tsumo nemadimikira namukanya – NGANO
Mhinduro yesvondo rapera: Zvine manenji diro kuwa mumuti. Zvinoshamisa kuti chinhu chinongosiitwa mazuva ose chizoramba kuitika kana kuti chizotadza kubudirira. Zvekuita: Chii chinonzi diro? Mhinduro: gudo/bveni/dede * * * Svondo…
Vana vondisvipira mate: Baba
Tatenda Shuro MURUME wekuDomboshava anoti vanasikana vake vaviri vari kumushungurudza vachimusvipira kumeso vachiti vanoda kumuuraya uye kutengesa minda yake vachibatsirana nemuzukuru wake. Douglas Zvomuya akamhan’arira Mercy Zvomuya, Gloria Zvomuya naPrince Zvomuya…
O-LEVEL — Manyambiri- Zvinoreva zita
Munyaradzi Gunduza TINOENDERERA mberi neongororo yezvinoreva mamwe mazita evatambi nezviito zvavo. Paidokwairiramwoyo zvinoreva chinhu chekuti munhu anenge achiita kuchifarira zvikuru kuti achiwane muupenyu hwake. Zita iri rinofambirana nekuzvarwa kunoitwa Paido naNdakasemwa…
Akaruma mukadzi mhuno
Milcah Nhakura MURUME wekushungurudzwa neaimbova shamwarikadzi yake akachema-chema mudare achiti akasvika pakumuruma mhuno achida kuiita “kanyama-kanyama zamu rembwa” mushure mekunge amudhonza sikarudzi yake pajekerere kubasa kwake. Givemore Masarirevhu akamhan’arira Sihle…
MUSORO WEMUNHU MUCHECHI… ‘Ndicho chitendero chedu’
Munyaradzi Musiiwa ari kuKWEKWE MUNYAYA izere nekutyisa nekushamisa, mune imwe chechi yekuKwekwe munonzi makawanikwa muine dehenya remusoro wemunhu, bhokisi rinovigirwa vafi nemamwe mapfupa enhengo dzemiviri yevanhu izvo vatungamiriri vechechi iyi…
Muchinda pu, tasa arasiswa nebhebhi
Hazel Marimbidza VAGARI vekuBinga vakasara vasina neremuromo zvichitevera nyaya yemurume anonzi akangodonha achibva afa mushure mekunzwa kuti shamwarikadzi yake yakange yatizira kuSouth Africa nemumwe murume wayakange yave kudanana naye. Trydon…






