Amai vakauraira mwana penzura
Wimbainashe Zhakata MUDZIMAI wekwaMarange akapihwa chirango chekugara mujeri kwemakore masere nemhosva yekuuraya mwanakomana wake aive nemakore 13 okuberekwa apo akamurovera musoro wake kumadziro emba mushure mekunge arasa chinyoreso. Lydia Kahwema…
‘Ndinodawo nguva nemurume wangu’
Milcah Nhakura HONDO yekurwira murume pakati panyachide navahosi yakazoperera kudare vahosi vachiti vari kushaiswa nguva yekusanana na“daddy” nekuda kwemukadzi mudiki uyo ave kugara akaita “chimamira” pavari. Tendai Jikisi akamhan’arira vahosi…
Grade 7-Midziyo yaisevenzeswa kare
Ticha Danga MIDZIYO yekushandisa yakatikoshera nekuti inoita kuti mabasa areruke kuita. Kubudikidza nemidziyo, vanhu vanokwanisa kuita mabasa aifanirwa kuvatorera nguva yakareba nenguva diki. Kuzvidzidzo zvedu zveSainzi chaizvo tinoudzwa kuti midziyo…
A-LEVEL — akanhonga vhunze nemuromo- Cindy ane hutsinye
Munyaradzi Gunduza SVONDO rino tinopedzisa madingindira anobuda mumutambo uyu. Hutsinye: Cindy anoburitswa aine hutsinye chaihwo achiramba kuchengeta vamwene vake achiti havasirivo vakamubereka. Cindy anorambidza vamwene vake kuti vagare mumasofa akanaka…
Vahosi nanyachide vokikiritsirana murume
Tatenda Shuro VAHOSI nanyachide vose vakademba mudare vachipomerana mhosva yekutorerana murume zvose nemusha. Shilet Rugare akamhan’arira vahosi vake pabarika, Stella Togo, kuHarare Civil Court achida gwaro rerunyararo. “Mambo wangu, ndaimbogara kusitendi kwangu…
Onangwa huroyi nemudzimai
Ashley Muchamiri MURUME samusha wekugara achitukirirwa neaimbova mudzimai wake nekupumhwa huroyi pamwe chete nehama dzake anoti haachadi nezvemukadzi uyu kunyangwe zvikaita sei. David Chikanga akamhan’arira Memory Shunye kuHarare Civil Court…
Kudenga nekugehena hakuna maShops
naIgnatius Mabasa MARI yanetsa kunge Maths dzinonzi dzinodiwa asi vanhu vasina. Kunetsa kwemari kunoratidza kunetsa kunoita zvinhu zvinogadzirwa nevanhu. Mwari vakasika munhu, munhu achibva agadzira mari zvekutosvika pakuivakira dzimba dzinonzi mabhengi.…
‘List’ revakaromba kwaNdunge
VANHU vane mukurumbira mune zvakasiyana vemuZimbabwe nevekunze — maporofita, n’anga, vaimbi, vane mabhizimisi, vatambi venhabvu, vanoita zvematongerwo enyika nevanochinja mari “money changers” — vamwe vevanonzi vakanoromba ndokupihwa zvavaida kun’anga Sekuru Charles Makhuyana Ndunge yekuChipinge.
MWANA AKASVIPWA NESHATO
MWANASIKANA ane makore 11 okuberekwa wekuLupane anonzi akaita hushingi hwekurwisana nemukweshwa weshato kweminitsi angasvika gumi mushure mekunge yamoneredza hanzvadzi yake ine makore 10 okuberekwa ichida kumumedza.
‘Mhanzi yose ngaishandiswe kuparidza’
MUIMBI wenziyo dzechitendero, Collen Timeo, anoti hakuna musambo wemumhanzi unonzi uyu ndewekereke chete sezvo mhanzi yose ichikwanisa kukwezva vanhu kuti vatendeukire kunaMwari.




