Ahwinha mibairo inodarika 100. . . ZVANGU HANDI ZVEJUJU

Fortunate Gora ari kuCHINHOYI MURUME wekuChinhoyi aita chazezesa munyaya dzemakwikwi akasiyana sezvo kubva mugore ra2014 kusvika pari zvino achiti ahwinha mibairo inopfuura 100. Izvi zviri kuita kuti veruzhinji munzvimbo iyi…

VaDoma vosimudzirwa. . . vodzidziswa kuchengetedza nharaunda, zviwanikwa

Muchaneta Chimuka VANHU gumi verudzi rwevaDoma — avo vanogara kuMbire, kudunhu reMashonaland Central — svondo rapera vakawaniswa zvitupa neveZimbabwe Parks and Wildlife Management Authority (Zimparks) mushure mekupedza zvidzidzo zvemachengeterwo akanaka…

Kambo keCyclone Idai kakaburwa

Abel Ndooka MUIMBI wenziyo dzechitendero Ziggie Humphrey — uyo vazhinji vanoziva saZiggie The Crusader —akaburitsa kambo kekurangarira vanhu vakasangana nenjodzi yemafashamu emvura yaive nedutumupengo yeTropical Cyclone Idai. Kambo aka kanonzi…

Akabara akakwira mumuti

MUDZIMAI wekuBeira, kuMozambique — uyo ainge akazvitakura – anonzi akazosunungikira mwana apo ainge akakwira mumuti wemuchero wemumango mushure mekunge atiza mumba mafashamu emvura yaive nedutumupengo inodaidzwa kuti Tropical Cyclone Idai.…

Obira vabereki zvipunu

Ashley Muchamiri MWANAKOMANA ane marambadoro anonzi apedza kutengesa midziyo yemumba yevabereki vake inosanganisira zvipunu, mbatya nechikafu chinenge chiri mufiriji. Izvi zvakabuda mudare reHarare Civil Court apo Petros Musiwacho akamhan’arira mwanakomana…

Idai yakaparadza matomatisi

Munyori weKwayedza DUNHU reManicaland rinonzi rinogona kutarisana nedambudziko guru rekushomeka kwematomatisi sezvo  chikamu chinosvika 70 percent chechirimwa ichi chinonzi chakaparadzwa nemvura yemafashamu yaive nedutumupengo yeCyclone Idai. VaDouglas Nzarayebani avo vanove…

‘Varimi vefodya pindai muzvirongwa’

Muchaneta Chimuka KAMBANI yeTobacco Industry and Marketing Board (TIMB inoti inokurudzira varimi vefodya kuti vapinde muzvirongwa zvakasiyana zvemadiridziro sezvairi kusimudzira yakabatana nebhengi guru renyika reReserve Bank of Zimbabwe (RBZ) neAgribank…

India yotendwa nemabhezari

Charmaine Brown naWellington Dengu HURUMENDE iri kutenda nyika yeIndia nekuwanisa kwairi kuita vadzidzi vemuno mabhezari ekuti vanofunda kunyika iyi pasi pechirongwa cheIndian Council for Cultural Relations (ICCR) Foundation. Vachitaura pachirongwa…

IDAI nyika yakandengendeka

Tendai Mugabe HURUMENDE inoti pane kundengendeka kwenyika kwakaitika kuChimanimani nekuChipinge kusati kwanaya mvura yemafashamu yaive nedutumupengo iyo yakauraya vanhu 344 pamwe nekuparadza midziyo inokosha mabhiriyoni emadhora. Apo vakashanyira Chimanimani neChipinge…

Imbodya sadza nehove

HOVE husavi hwakanaka zvikuru, huri nyore kubika uye dziine kudya kunovaka muviri semaputoteni. Svondo rino Moreblessing Chekero wekuGlen View 3, muHarare, anotsanangurira mamwe mabikirwo ehove. Zvinodiwa: Hove nyoro, munyu, mafuta, hanyanisi,…