A-LEVEL — NGANO DZEMATAMBIDZANWA: Ngano chii?
Munyaradzi Gunduza NGANO mutambo wepasichigare waitambwa nasarungano nevateereri munguva dzemanheru kunyanya mumwaka weChirimo. Vakuru vakare vaitendera kuti zvaiera kuita ngano munguva dzeZhizha sezvo minda yaizoroporwa navaropo. Izvi zvaireva kuti minda…
Tsumo nemadimikira namukanya:
Mhinduro yesvondo rapera: Kure kwegava ndokusina mutsubvu. Nekuti gava rinodisisa kudya muchero wetsubvu zvikuru, nyangwe zvikanzi muchero uyu uri kure kwazvo, gava harione kureba kwemutunhu wekuendako. Zvimwechete nemunhu, kana aine…
‘Ndinorohwa kunge imbwa’
Milcah Nhakura MUMWE mudzimai anoti pose paanoona aimbova murume wake, hana yake inorova nekuti anomuzvindikita kumurova nekumutuka sembwa. Ruth Songore akataura mashoko aya kumutongi wedare reHarare Civil Court, Noah Gwatidzo, apo…
Mango dzamutsa hondo
Ashley Muchamiri VANHU vaive mudare vakaita sevachatyoka mbabvu nekuseka apo muzukuru aipopotedzana nesekuru naambuya vake achiti vari kumurambidza kutemha mango. Elemencia Chingwaru akamhan’arira Taliban Phinias anove hanzvadzi yaamai vake nemudzimai…
Nditori mufundisi: Tsotsi
Abel Ndooka MUTAMBI wemadhirama anozivikanwa — Zolile “Tsotsi” Makeleni — anoti kunyangwe zvazvo vanhu vachimuziva nembiri yekubuda mumafirimu kana madhirama anosanganisira Wenera, akaenda kuchikoro chehufundisi akapasa.
Vopunduka nekupfuya hove
Munyori weKwayedza MABHINDAUKO ekupfuya hove anonzi ashandura hupenyu hwavarimi vari kudunhu raMutasa, kuManicaland Province, zvichitevera kuwanda kwaari kuita.
Kukaringa zvitaka zvehuku
ZVIRIMUGAPU NAMUCHANETA CHIMUKA ZVITAKA zvehuku usavi hunonaka zvikuru kana hukakaringwa zvakanaka zvekuti unogona kuzviruma rurimi wanakirwa.
Ndakatamba chikweshe: Nyangela
Abel Ndooka SHASHA yakambonetsa munhabvu Maronga “Bomber” Ngangela anoti nhabvu yezvikweshe yakakosha chaizvo nekuti ndiko kwakabikwa tarenda rake kusvikira ave nemukurumbira.
First Lady vounza budiriro
Tendai Rupapa MUDZIMAI wemutungamiri wenyika, First Lady Amai Auxillia Mnangagwa, vanoti vakatanga mabhindauko akasiyana ekusimudzira raramo yevanhu vekumaruwa ayo anosanganisira kupfuya mbudzi nekurimwa kwembesa diki.
‘Upfumi netsika zvinodyidzana’
Malven Mugadzikwa KUVANDUDZWA kweupfumi hweZimbabwe pamwe neAfrica zvinobva pahwaro hwekuti veruzhinji vazive pavamire maererano netsika nemagariro zvichienderana nevanhu vatema.







