‘Hatingopusha broom bedzi, kana varume . . .’

Sisi vebasa vanopinda mu’bedroom’ here? Handidi nemubhedha wangu’ ‘Mbudzi inodya payasungirwa’ ‘Ukandifinhura ndinominura’ Kingstone Mapupu VASIKANA vanoshanda mabasa emumba vagara vanobatwa zvakasiyana-siyana. Vamwe vanonzi vanobatwa huyanga, vamwe vanongoonekwa kunge vana…

Delta yopa bhezari

Walter Mswazie ari kuMASVINGO KAMBANI yeDelta Corporation yakatanga chirongwa chemakore maviri chekubatsira mwana anobva kumhuri inoshaya uyo akapasa bvunzo dzeO-Level dzegore rapera nebhezari rekuti akwanise kuenda kuA-Level kudunhu reMasvingo.

Manje isu hatikwatiswe: Zrp

Kingstone Mapupu MUTAURIRI wemapurisa munyika, Assistant Commissioner Paul Nyathi, vari kuyambira vanhu vane katsika kekuvhundutsira kana kukanganisa mapurisa apo vanenge vari pabasa ravo vachiti vasiyane nekuita uku sezvo kuri kupara…

Makwikwi eDstv: 4 vakatsvunha

Tandayi Motsi VANA vechikoro vana vemuHarare nekwaMutare vakakunda mumakwikwi enyika yose ekunyora rondedzero nekudhirowa – eDStv Eutelsat Star Awards 2018 – vachamirira Zimbabwe mumakwikwi epasi rose ayo achaitwa munguva pfupi…

Wako mupe rudo

GORE roga-roga musi wa14 Kukadzi pasi rose vanhu vanotenda mazviri vanocherechedza zuva rinodaidzwa kuti Valentine’s Day rinova rinofambirana nenyaya dzekuratidzana rudo pakati pevanodanana. Pazuva iri, vamwe vadikani vanotengerana maruva kana…

Ungazive pancake asi usingazive nhopi?

naIgnatius Mabasa NDAKANGA ndiri kune chimwe chikoro ndichibatsira vana kuti vadzidze ChiShona — kuverenga kwakanaka, kuziva zvinoreva mazwi, pamwechetewo nekuti mazwi anotaurwa sei?

Cindy inhubu

Munyaradzi Gunduza HUNHUBU hunoitwa naCindy hunoita kuti ave mukadzi anoshoreka.

Nadzo rondedzero

Ticha Danga TINOFAMBIRA mberi tichibata mhando dzerondedzero. Tinoda kubata dzose kuitira kuti paya patinenge tonyora bvunzo, tigorerukirwa nekusarudza misoro yenyaya. Tinoda kubisa dambudziko riya rekuti mwana anoomerwa nekushaya kuti onyorei…

Musoro webhuku

Munyaradzi Gunduza KUPINDIRANA kwemusoro webhuku nerungano:

Rimai bhinzi: zfu

Kingstone Mapupu SANGANO rinomirira varimi munyika reZimbabwe Farmers Union (ZFU) rokurudzira kuti vashandise hunyoro hwemvura iri kunaya mazuva ano kuti vadyare zvirimwa zvidiki zvakadai sebhinzi idzo vanogona kuzotengesa vozviwanira mari…

×