Zvirimwa zvotsva nekushaya mvura
Sydney Mubaiwa ari kuZAKA MAMIRIRO ezvirimwa anonzi haana kunaka kudunhu reZaka, apo zvakawanda zvacho – zvikuru chibage – zviri kutaridza kuti zvaomerwa zvakanyanya nekushaikwa kwemvura kwenguva yakareba.
VODZIDZISWA KUPFUYA HOVE
VARIMI vanopfuya hove nevanoda kutanga basa iri vari kuwaniswa mikana yekupihwa ruzivo rwakadzama pamusoro pebasa iri nekambani yebfc Consultancy (PVT) Limited iyo iri muHarare.
‘MBANJE YANDIITA ROMBE’ -‘Ndinorova zvose nemusombodhiya’
Kingstone Mapupu “NDAPARARA nembanje nemusombodhiya!” Izvi ndizvo zviri kudunurwa nemukomana wechidiki anogara kuEpworth, muHarare, uyo anoti zvisinei nekuti aive shasha muchikoro ndokupasa zvinodadisa paA-Level, ave rombe rekupedzisira nekuda kwekutora zvinodhaka.…
Otumidza nyoka zita remwana
Michael Magoronga MWANA anonzi Tanaka ofa zvisinganzwisisike, amai vake vobva vatumidza nyoka yavo zita rekuti Tanaka. Nyaya inoshamisa iyi iri kunetsa kwaMambo Chireya, kuGokwe, uko kune mudzimai ane mwanakomana wake akangofa…
‘Ndapedzwa mazamu nenyoka nezvidhoma’
Kingstone Mapupu MUKADZI anogara mumusha weStoneridge, muHarare, ari kutsvaga rubatsiro rwekuti arapwe mazamu ake ayo aanoti apera nekurumwa, kudyiwa nekuchekwa-chekwa nezvinhu zvaasingaone. Mai Shylet Susan Chimanga (47) havasisina kana nyatso dzemazamu…
Mhuri ine mhondi 2
Kingstone Mapupu MHURI yekuManyene, kuChivhu, inoti yatambudzwa nekuda kwevanakomana vayo vaviri avo vaponda vanhu vanokwana vana, izvo zvava kunzi zviri kukwezva mweya wengozi mumusha. Pavanakomana vaviri ava, mumwe ari kutopika jeri…
Akecha vakadzi 36 ‘. . . vose achizovaramba’
Tatenda Shuro VANHU vaive mudare vakasara vasina nechekutaura apo mumwe mudzimai ainge amhan’arirwa nemurume wake achinzi ari kumushungurudza akafumura samusha ava achiti vadanana nevakadzi vanosvika 36 vachingorambana navo vose. Collin Dzikiti…
MAONERO EDU: Vision 2030 – Mabasa omuka
HURONGWA hweHurumende hwekuti munyika muve nemabasa uye kuti pave nekusimukira munyaya dzeupfumi nechinangwa chekuzadzikisa chirongwa cheTransitional Stabilisation Programme necheVision 2030 hwave kutanga kuve nezvibereko. Pari zvino Hurumende – kuburikidza nePublic…
Tine hasha: dynamos
Abel Ndooka MURAIRIDZI weDynamos FC – Lloyd “Mablanyo” Chigowe — anoti veruzhinji ngavasatarisire chikwata chake pasi vachifunga kuti chapera zvichitevera kusatamba zvakanaka kwachakaita mwaka wapera sezvo gore rino chiri kudzoka…
Kurima baby marrow nemazvo
PUDZIMWONGO (Baby marrow) kanhanga kakatekeshera neZimbabwe yose. Kagara kanorimwa pasi pezuva. Kanodyiwa zvakanyanya pakudya kwemangwanani uye kwemasikati. Kanhanga aka kane kudya kunovaka muviri uye kanonaka. Zvinonzi pudzimwongo rinoita kuti munhu asakasira…










