Nyoka 11 mukombi

. . . vanhu vagere tatata . . . ndokuzobuda votiza Michael Magoronga VANHU vaiva mukombi yaibva kuGokwe ichienda kuKwekwe vakaita bararamhanya vachibuda mumota iyi apo vakangoerekana vaona nyoka nevana vayo…

‘Musatenge mishonga yemumukoto’

Kingstone Mapupu VARIMI vanochengeta zvipfuyo zvakasiyana vokurudzirwa kuti vasiyane netsika yekutenga mishonga yekurapa zvipfuyo zvavo nemimwe yakatsaukana mumigwagwa nemumikoto nekuda kwemakoronyera awanda anotengesa mishonga yemanyepo.

Tinoda kushaina: Mapeza

Abel Ndooka MURAIRIDZI weFC Platinum Norman Mapeza anoti ane chishuviro chekuti chikwata chake chive chimwe chezvikuru muAfrica nekudaro vacharwa semvumba apo vari kusangana nedzimwe shasha mumutambo weChampions League.

Handisati ndapera: Mukwamba

Kingstone Mapupu MUIMBI akamboita mukurumbira makore adarika nenziyo dzinosanganisira kanonzi Wapenga Nayo Bonus — Patrick Mukwamba (70) — akabura rimwe dambarefu idzva. 

Akafira ‘xmas box’

Wimbainashe Zhakata ari kwaMUTARE MAPURISA echitikitivha ekwaMutare vari kuvhima nemeso matsvuku mudzimai wekuChikanga uyo ari kunzi akatsakatika mushure mekuponda murume wake achimujajada pahuro nedemo rebheura apo vakatadza kuwirirana pamusoro pembatya…

Mvura yageza zvitunha, weti zvoitwa muteuro

Kingstone Mapupu MUNYAYA inoshamisa zvikuru, mamwe maporofita anonzi ari kushandisa weti yevanhu yakasanganiswa nemvura inogezeswa zvitunha kugadzira miteuro iyo yavanozopa vanhu vavanoshandira kuti vanwe kana kugeza nekuitisawo zvimwe.

Kwayedza yakanzwa ‘bhata’

Kingstone Mapupu VATORI venhau veKwayedza nemusi weMuvhuro svondo rapera vakasara vasina neremuromo apo motokari yavo yakangoerekana yoramba kumuka kwemaawa matatu mushure mekunge vaenda pamusha peimwe mhuri kuWhitecliffe, muHarare, vachida kunotora…

Zimdef inokosha: Murwira

Tandayi Motsi GURUKOTA redzidzo yepamusoro, sainzi nekuvandudzwa kwemichina, Professor Amon Murwira, vanoti homwe yeZimbabwe Manpower Development Fund (ZIMDEF) yakakosha zvikuru mubudiriro yeupfumi hwenyika sezvo ichishandiswa mune zvakasiyana sekusimudzira maindasitiri kuburikidza…

×