Kuda oda zvehondo

Munyaradzi Gunduza MHENENGURO yekudyidzana kwemusoro webhuku nerungano. Musoro webhuku iri unotsigirwa nevatambi vakasiyana-siyana. Kuda kufarira chinhu. Muhondo zvinhu kana zviitiko zvaiwanikwa munguva yehondo yeChimurenga. Kupinda kunoita Kuda muhondo yeChimurenga achirwira…

Kurambana: Ndingarambe here?

Zinzile Mlambo SANGANO reZimbabwe Women Lawyers Association (Zwla) riri kubatsira madzimai akawanda kuburikidza nekuvawanisa ruyamuro rwemagweta epachena.

Mupurisa werudo nematiketi ekutadzirwa

NDINE shungu dzekuziva kuti nyaya dzevanonyorera kuchirongwa cheTishamwaridzane dzinozopera sei. Varipo vamwe vanozonyora vachitsutsumwa nekuda kwevamwe vanonyorera kuchirongwa ichi asi vachiita zvejee. Vamwewo ndivo vanonyora vachizivisa vanhu vanotsvaga rudo pachirongwa…

– bumbiro idzva redzidzo – Dzidzo yeInfant School 2

naChiremba ZVIMWE zvidzidzo zveInfant zvatisina kuzotaura nezvazvo zvinosanganisira izvi: Physical Education (P.E.) Ichi chidzidzo cheutano nesimbisa-muviri uye chakanyanya kurerekera kumitambo yemabhora, kumhanya, kutuhwina nekutamba mimhanzi. Chidzidzo ichi chinovavarira kurodza pfungwa…

Oda zvekumurume

Munyaradzi Gunduza SARUDZA nhetembo imwe chete iri muna Rukuvhute yawakayemura. Zvino chijekesa zvawakayemura zvacho pamwe nezvidavado zvakashandiswa mairi.

Akaroverwa kuita mimba

Muchaneta Chimuka MURUME wekuChitungwiza akapihwa mutongo wekubvisa faindi ye$150 nedare reko apo akabatwa nemhosva yekurova mudzimai wake mushure mekunge amuudza kuti akanga ava nepamuviri.

Chikoro chekuGuruve choda rubatsiro

Cletus Mushanawani ari kuGURUVE Siyalima Primary School chikoro chiri kuGuruve, kuMashonaland Central — icho chakapihwa makombiyuta 20 nemutungamiri wenyika President Mnangagwa nguva pfupi yadarika — hachisati chave kuashandisa nekuda kwekushaya…

Mamiriro emwaka yegore

Ticha Danga HUTSANZI hwaMusikavanhu hunobuda zvakare pachiitiko chakakosha chinoitika gore rega uye zvisingashanduki. Mugore tinowana pachiita shanduko kumamiriro ekunze zvichienderana nekuti tava munguva ipi.

Haisi nyaya yemari: Fury

TYSON Fury anoti haasi kusangana naDeontay Wilder senzira yekutsvaga mari nechimbi-chimbi apo vaviri ava vachasangana kuLas vegas munguva inotevera.

Kukosha kwekuchinjanisa mbeu

Elizabeth Benjamin VARIMI vazhinji vanoziva kana kuti vakatombonzwa nezve “crop rotation”. Nokudaro nhau iyi haisi itsva asi kuti kune vamwe varimi vasiri kuikoshesa zvokuti vanoramba vachirima mhando imwe chete yembeu…

×