‘mapiritsi echirume ekurera mhuri bodo’
Muchaneta Chimuka VERUZHINJI vari kutambira nepakasiyana nyaya yekuti vanhurume vanogona kushandisa mapiritsi ekurera mhuri sezvinoitwawo nevanhukadzi. Izvi zvinotevera ongororo iri kuitwa neUniversity of Washington Medical Centre, kuUnited States, yemapiritsi ekurera…
MAONERO EDU: Iwe zvibate zororo rino
NGUVA iya yezororo rePaseka kana kuti Easter iyo inofarirwa nevakawanda yasvika. Vazhinji vanotora mukana wezororo iri kuti vange vachitandara kana kushanyira mhuri neshamwari. Zororo iri rinodiwa nevazhinji nekuti rine mazuva…
Rwendo rwuno kwayedza yakachiona
Kingstone Mapupu VATORI venhau veKwayedza svondo rapera vakachiona apo vakapotserwa matombo aingobva mumhepo, imba ndokubatira moto apo vaiva pakati kubvunzurudza nyaya yeimwe mhuri yekuBikita, kuMasvingo, iyo yatambudzwa nezvinhu zvisiri kuzivikanwa…
Nyakoko osimudzira vamwe
Abel Ndooka SHASHA yekukwikwidza mumujaho wewiricheya – Wilson Nyakoko – akavamba boka rekusimudzira vamwe vatambi vane matarenda mumutambo uyu rinonzi Wilson Nyakoko Foundation. Nyakoko – uyo ane mukurumbira wekuhwapura menduru…
Garwe rakachibvondora pachipatara
Whinsley Masara VAGARI vekuHwange vakasara vakaputirwa nekutya kukuru apo mutumba wegarwe rakareba chipo chemamita matatu iro risiri kuzivikanwa kwarakabva rakavharira gedhi repachipatara cheSt Patrick’s Hospital ndokutanga kudzingirira wose waraiona kwemaawa…
Zimdef yakapa $500000
Daphne Machiri BAZI redzidzo yepuraimari nesekondari nguva pfupi yadarika rakapihwa $500 000 neZimbabwe Manpower Development Fund (Zimdef) yekutsigira zvidzidzo zveSainzi muzvikoro. Gurukota rebazi iri, Professor Paul Mavima, vanoti mari iyi…
Kohwai mbesa diki dzaibva: zfu
Kingstone Mapupu VARIMI vembesa diki dzinosanganisira nzungu nenyimo vokurudzirwa kushandisa mukana wemvura iri kunaya nehunyoro huripo pakudzura zvirimwa zvavo kuitira kuti zvisazosarira muvhu raoma apo mvura inenge isisanaye pamwe nekumera…
Kunaka kunoita madora
MADORA kudya kunonaka uye kuchivaka muviri. Kana uine madora parwendo, usakanganwe kutakura kachigubhu kemvura kana chimwe chinwiwa kuti zviendeke. Svondo rino VaJoseph Makonese vekuSunningdle 3, muHarare, vanotsanangudza mamwe mabikirwo emadora.…
Punk odzoka munhandare
AIMBOVE mutambi weWWE, CM Punk (39), akazivisa kuti achakwikwidza zvakare mumutambo weUFC kechipiri gore rino. Mutambi uyu – uyo anonzi Phil Brooks zita rake rekuberekwa – akarega kuita zvewrestling kuti…
‘Bhuru’ remusha rakazoiswa kii
Kingstone Mapupu MURUME anogara mubhuku raRubatika, kwaSeke, kudunhu reMashonaland East, ane dambudziko rinoshamisa — sikarudzi yake inotsakatika zvekusara angova “ruware” pose paanoda kusangana nemudzimai wake muimba huru. Pamusoro peizvi, murume…











