‘Ndaoneswa chitsvuku’
Lizzy Mushoriwa — VAMWENE vekugara vachioneswa ndondo yekutukirirwa nemuroora wavo achibatsirana nehama dzake vakazopotera kudare redzimhosva vaona kuti zvanyanyisa.
Akarohwa asvikirwa parufu
Freedom Mupanedemo ari kuGWERU — MUKADZI wekuDorset, kuGweru svondo rapera anonzi akasvikirwa nemweya ari parufu ndokutanga kuumburuka achidaidzira kuti ndiye akange auraya mushakabvu uye aida kudya nyama yake izvo zvakaita…
Maporofita otenga vanhu kuti vapupure nhema
. . . voita mari nemabhidhiri ‘. . . sewe Mapupu uchafa nepfuti’ Kingstone Mapupu — MAPOROFITA nen’anga vane mukurumbira munyika muno vari kupomerwa kushandisa vamwe vanhu — avo vavanobhadhara…
Nyora zvakanaka. . . kwete kubharangidza
Munyaradzi Gunduza — KASIKA kusvika pauri kunyorera bvunzo. Kurudziro yandingakupai ndeyekuti mushandise runyoro rwunoverengeka kuitira kuti vakwenyi vebvunzo vakwanise kunzwisisa mhinduro dzamunenge muchipa. Runyoro rwunokosha zvikuru pakupindura bvunzo nekuti ukanyora…
Mawaro amambo
NYAMASHI tinoenderere mberi teireketa ngekushumbwa asi tinode kuti tibhuye ngeumweni muhlobo wekushumbwa. Kushumbwa budikidza ngekufa kwaMutape.
Kushandiswa kwemutongo munyaya dzemhuri
Danai Chirau — KUNZE kwekunge kana munhu ari gweta, matare edzimhosva ndiwo kazhinji anoshandiswa mukugadzirisa nyaya dzakasiyana dzinenge dzichinetsa pakati pevanhu.
Handiperi zvekumhanya: Marabha
Malven Mugadzikwa — SHASHA yekuekita mitambo yemadhirama – Charles Mirisi ‘Marabha’ Mupalume – anoti achirimo mundima uye ari kuenderera mberi nekubika mitambo yakasiyana-siyana.
‘Mutsiridzai nhimbe’
Kingstone Mapupu — MAMBO Nyamweda vekudunhu reMhondoro, kuMashonaland West vokurudzira varimi kuti vavandudze pamwe nekumutsiridza chirongwa chenhimbe apo vanobatsirana kurima nekudyara nedonzvo rekusimudzira mabasa ekurima.
Toita zviripo, tomhanya zviripo!
naIgnatius Mabasa — TOITA zviripo (zviripo) Tomhanya zviripo (zviripo)
Huchenjeri hwevatema
Ticha Danga — ZVOTOONA nhasi uno sezvinhu zvava zvechiRungu kana kuti zvakauya nemangezi zvimwe zvacho vatema vekare vakange vatobva neko kare. Asi kuti vauyi ava vaizongowedzera ruzivo kuti zvigonaka kupfuura…




