Chokwadi hunhu huri kuenda kupi?

VANHU vazhinji vari kushushikana zvikuru nekuda kwekurasa hunhu kuri kuitwa nevamwe kuburikidza nenyaya dzakadai semakunakuna uye kusaremekedza vabereki.

‘Mwana handi wangu’

‘. . . wakamuita naAshton’  Gamuchirai Muzanenhamu — MUMWE murume anoti agurwa kunorira nemudzimai wake uyo ari kumubhadharisa mari yekuchengeta mwana as iri wake.

Kuchecheudzwa kwakakosha

Kuna Chiremba — Ndiri mukomana wechidiki ane makore 25. Ndakanzwa nyaya yekuchecheudzwa ichishorwa saka ndiri kunetseka kuti zvine

‘Ndinowacha, kutsvaira mudzimai akati pweshe’

Lizzy Mushoriwa — MURUME wekuendeswa kudare nemudzimai wake achida kuti abvise mari yekuchengeta mhuri akachema-chema achiti mukadzi uyu ane nungo zvikuru zvekuti iye ndiye anotoita basa rose repamba kubvira pakutsvaira…

Zimsec yotenga muchina

Tandayi Motsi — KANZURU inoona nezvebvunzo munyika, yeZimbabwe School Examinations Council (Zimsec), iri mushishi kutenga muchina wekudhinda mapepa ebvunzo unokosha $5 miriyoni nedonzvo rekuchengetedza mapepa aya kuti asaburitswe nenzira

Prime Seed yosimudzira varimi

Muchaneta Chimuka — KAMBANI ine mukurumbira wekuuchika mbeu yemiriwo yakasiyana yePrime Seed Co yodzidzisa zviuru nezviuru zvevarimi, vanamuzvinhabhizimisi nevadzidzi vekumakoreji ezvekurima kurima kwakanaka kunopa pundutso.

Baba nemwana vorwira ‘mudiwa’ muzukurusikana

— Pakatozvarwa kamwana Kingstone Mapupu — BABA nemwanakomana wavo vekuGokwe vanonzi vari kurwira muzukurukadzi wavo uyo wavari kudanana naye vose uyo ane mwana waakaita asiri kuzivikanwa kuti ndewani pakati pevaviri ava.

Weti yegudo ‘chamvari’

— ‘Mupfuhwira wakapenga’ — ‘Asi zvine matambudziko’ Muchaneta Chimuka — MUNYAYA inoshamisa zvikuru, vamwe vanhu — varume nevakadzi —vanonzi vari kuita chipata-pata kutenga weti yegudo pamusika vachinzi inobatsira vanodanana kana vari “muimba…

‘Kukumbira tanyanya, zvave kutonyadzisa’

Gamuchirai Muzanenhamu — MUMWE mudzimai anoti murume wake ane nungo dzinonyadzisa sezvo asingade kushandira mhuri yake uye vanotorarama nekupemha rubatsiro kuchechi zvekuti pari zvino ave kunyara kuramba achingokumbira.

‘Tambai bhora vakomana’

Abel Ndooka — NZIRA dzose svondo rino dziri kunanga kunhandare yeNational Sports Stadium muHarare uko chikwata chenhabvu chenyika chemaWarriors chichasangana neLiberia mumutambo wacho wekurwira tikiti rekuenda ku2019 African Cup of…

×