‘Inonwiwa kuti uite mari’

Muchaneta Chimuka — IMWE nyanzvi yezvechivanhu, inoti weti yevanhu inoshandiswa pamwe chete nemishonga nevamwe vanoshereketa kuti mabhizimisi avo ekutsvaga mari abudirire.

Wenger ngaachibva: Silva

MUTAMBI akambotambira Arsenal panguva yayaizivikanwa sema‘Invincibles’ anobvuma kuti nguva yakwana yekuti Arsene Wenger achibva kuchikwata ichi.

Mushonga ipenzura

Munyaradzi  Gunduza — 17. KUBVA muna Mutakunanzva Wenhetembo, sarudza nhetembo imwe chete yawakafarira. Zvino chitsanangura zvizere zvinoita kuti uifarire wakanangana nezvainoreva pamwe nemashandisirwo ezvidavado. [25]

Kuchengetana makarambana

Isabel Palasida — VANHU vangakwanisa here kuramba vachichengetana mushure mekurambana? Kazhinji kana vanhu vachinge varambana, pane zvinhu zvakawanda zvinenge zvichida kugadziriswa.

‘Fury ane nyaya’

TYSON Fury achiri akatemerwa zvirango neBritish Boxing Board of Control uye rezinesi rake harisi pedyo nekudzorwa, sangano rinodaro richivharidzirwa mukana wemutambi uyu wekudzoka mutsiva.

‘Ndiri kuchengeteswa mwana asiri wangu’

Tafadzwa Mutsotso — SAMUSHA vekutsvagira mudzimai wavo basa nechinangwa chekuti vabatsirane kuriritira mhuri, vanoti vagurwa kunorira sezvo mukadzi uyu ave kuvasiya pamhene.

MaRasta nemakoronga mumugwagwa

naIgnatius Mabasa TIRI kurarama munguva dzakaoma kunge dombo rinotoda dharameta kuti ritsemuke. Ndichifamba muHarare ndakaona zvakandiratidza kuti kuvhima hakusisiri kwekupinda musango nembwa iwe wakabata tsvimbo nemiseve.

Hatidi rusarura: Chikwinya

Muchaneta Chimuka — GURUKOTA rinoona nezvemadzimai, kuenzaniswa kwemikana nekusimudzirwa kwenharaunda, Cde Nyasha Chikwinya, vanoti vanoshushikana zvikuru nenyaya dzekumbunyikidzwa kuri kuitwa mamwe madzimai panguva yavanotsvaga basa

Rambo tamusunga: Charamba

Kingstone Mapupu — MAPURISA svondo rapera vakasunga murume wemuHarare ari kupomerwa mhosva yekubhinya mwanasikana wake pwere uyo akaremara.

Madzimai abva kure

NEMUSI weChitatu uno, pasi rose vanhukadzi vakacherechedza zuva rakavakoshera zvikuru, zuva reInternational Women’s Day. Semakore ese.

×