Ndakaenda kuGehena: Prophet
Kingstone Mapupu — MUPOROFITA uye wemuHarare – wekuita mbiri gore rapera achiti akaenda kudenga kaviri akanoita musangano naMwari mbune, ndokuzotizve Mwari vakashanyira Zimbabwe musi wa20 Gunyana 2016 – ava kuti…
Caps united yokwira makata
Abel Ndooka — CAPS UNITED – iyo iri kugadzirira kusangana neTP Mazembe yekuDemocratic Republic of Congo mumutambo weCAF Champions League – ine gomo guru rekukwira sezvo chikwata ichi chiri shasha…
Veruzhinji vopa ropa kuNbsz
Muchaneta Chimuka — SANGANO reNational Blood Services Zimbabwe (NBSZ) rinoti gore rino riri kutarisira kuwana ropa rinosvika 70 000 units kubva kune veruzhinji iro rinotarisirwa kubatsira varwere vakasiyana.
Mwana chipo chaMwari
SVONDO rino tine imwe nyaya inosiririsa zvikuru, yemwana mukomana ane makore 14 okuberekwa uyo anoti akafamba netsoka kubva kuGokwe kunosvika kuKadoma achitiza kushungurudzwa nababa vake — chaivo vekumubereka. Sekutaura
‘Mai mwana dzika pamubhedha . . .’
Tafadzwa Mutsotso — MUDZIMAI wekuBuduriro, muHarare, anoti murume wake anouya kumba neshamwarikadzi dzake, omuburutsa pamubhedha obva arara nadzo ipapo iye akayeva.
Rimai fodya nemazvo: Timb
Muchaneta Chimuka — KAMBANI yeTobacco Industry and Marketing Board yokurudzira varimi kuti vatevedzera zvose zvinodiwa pakurima fodya kuitira kuti ive yemhando yepamusoro izvowo zvinozoita kuti vawane mitengo yakanaka kumisika kwainotengeswa.
Zim yakakumba menduru kuSa
Abel Ndooka — CHIKWATA cheZimbabwe Wheelchair and Hand Cycling chakadadisa nguva pfupi yadarika nekuhwinha menduru 13 kumujaho weOuteniqua Wheelchair Challenge uyo wakaitirwa kuGeorge, kuSouth Africa.
Kapfupi akakuvara mutsaona
Kingstone Mapupu — MUIMBI ari zvakare mutambi wemusara (madhirama), Freddy “Kapfupi” Manjalima, akakuvara mutsaona nemusi weMuvhuro svondo rino apo motokari yake yakabonderana nekombi mumugwagwa waChiremba, kuEpworth, muHarare.
vakadzi vofuma vari musvo
. . . asi vamborara vakapfeka Kingstone Mapupu — VAKADZI vakuru nevasikana vanodarika 200 vekwaNhehweyembwa, kwaMambo Mangwende kwaMurehwa, vanonzi vakafuma vakabviswa zvipfeko zvavo zvemukati izvo vainge vamborara vakapfeka izvo zvakazowanikwa…
muroyi ‘akazvimbirwa’ nenyama yevanhu
. . . ndokunozvipira kumapurisa Kingstone Mapupu — MUKADZI wekuEpworth — uyo anozviti iye nechikwata chevamwe vake vanoroya — nguva pfupi yadarika akapotsa “azvimbirwa” nenyama yevanhu vavakauraya apo akashaya zvekuita…











