Utano hwemazino

Muchaneta Chimuka — UTANO hwemazino hwakakosha zvikuru nekudaro anofanira kugara akachengetedzwa pamwe nekuona kuti aongororwa nguva nenguva nanachiremba vakadzidzira basa.

New Curriculum: ‘Totangira papi?’

— ‘Hatina mabhuku, makombiyuta’ — ‘Zvikoro zvekumaruwa zvoita sei’  Muchaneta Chimuka — MASANGANO anomirira varairidzi anoti hurongwa hwekufambiswa kwegwaro idzva redzidzo muzvikoro, reNew Curriculum, huri kusangana nezvimhingamipinyi zvakasiyana izvo zvinosanganisira…

MAONERO EDU: Usangochuhwa mvura nekunwa

MVURA yakakosha zvikuru muupenyu hwevanhu pamwe nezvipuka zvose zvinorarama pasi rino. Kana mvura ikashaikwa, zvinoreva kuomerwa kwevanhu neupenyu uye kunonyuka zvirwere zvakasiyana.

Chivaviro opemberera bhavhadhe

Malven Mugadzikwa — MUIMBI ane mukurumbira munziyo dzechitendero — Reverend Togarepi Chivaviro — vanoti vanoda kutenda zvikuru vatsigiri vavo avo vakaita kuti mhemberero dzezuva rekuzvarwa kwavo nguva pfupi yadarika dzive…

Chiyangwa aive kupi? MaWarriors ari kuGabon . . .

 — ‘Handiroba basa rangu iroro’ — ‘Handingasiye bhizimisi rangu’ Abel Ndooka — ANOTUNGAMIRIRA sangano renhabvu reZimbabwe Football Association (Zifa), Phillip Chiyangwa, anoti harizi basa rake rekuenda kunoona maWarriors achikwikwidza kumutambo…

Gumbeze rekuba ropfuka

. . . apa muridzi waro akafa . . . hama dzoti ‘taita vatete’ Kingstone Mapupu — MURUME tsotsi anogara kwaMambo Mabhena, kuNyamadhlovu, kudunhu reMatebeleland North, anoti humbavha hwakamuparira zvichitevera…

Chipatapata kukiya vadikani

Kingstone Mapupu — ZVICHITEVERA kubuda kwemumwe muporofita muKwayedza resvondo rapera achiti ane makii ekusunga varume kana vakadzi vanoita zvegumbo mumba, gumbo kunze, bepanhau rino rakachiona apo vamwe vaverengi varo vaifona…

Tiri kuzvigadzirisa: Dokora

Tandayi Motsi — GURUKOTA redzidzo yepuraimari nesekondari, Dr Lazarus Dokora, vanoti vari kutora matanho akakodzera kuitira kuti hurongwa hwekutanga kudzidziswa kwegwaro idzva redzidzo, reNew Cirriculum, muzvikoro hufambe zvakanaka.

Dingindira rehosha

Munyaradzi Gunduza — 9. RATIDZA maburitsirwo edingindira rezvirwere navananyanduri vashanu vari muna Mutakunanzva Wenhetembo. Ita izvi uchishandisa nhetembo imwe chete pana nyanduri wega wega wawasarudza. [25]

Caps Utd, Ngezi Platinum muhondo

Abel Ndooka — ZVIKWATA zvenhabvu zvemunyika muno zvinoti CAPS United neNgezi Platinum svondo rino zvinofanira kusunga dzisimbe apo zvichange zvichikwikwidza mumitambo yemuAfrica.

×