Kurunga mutauro

Ticha Danga — PAYA patinenge tichironga kugadzira kubika husavi, tinotoda kutoziva kuti husavi hwatinoda kubika uhu chii chahunoda kuti hugozipa sezvahunofanirwa kuita. Kana riri derere, tinoziva kuti rinodiwa nekatoronga padivi…

Mutengo wenyama wakakwira

Muchaneta Chimuka — VEMABHIZIMISI anotengesa nyama (abbatiors) vari kuchema-chema vachiti kudai Hurumende yaderedza kana kubvisa mutero wevalue added tax (VAT) uyo wavanoti pari zvino wakakwirisa sezvo uri pa15% zviri kuita…

Mamwe mabikirwo emachipisi

MACHIPISI kudya kunofarirwa neveruzhinji, zvikuru apo vanenge vari parwendo kana kuti vachitandara mudzimba nekumabasa. Kana akabikwa zvine hunyanzvi, unogona kudya machipisi zvekutozvimbirwa apo wakarivara.

Zvitoro bvumai plastic money: czr

Malven Mugadzikwa — SANGANO reConfederation of Zimbabwe Retailers (CZR) — rakabatana nebhanga guru renyika reReserve Bank of Zimbabwe — riri kukurudzira vezvitoro, kunyanya zviri kumaruwa nekumadhorobha madiki, kuti vatambire kushandiswa…

‘Vanhukadzi pindai muWrestling’

Daphne Machiri — SANGANO reZimbabwe Wrestling Federation rokurudzira vanhukadzi kuti vapinde mumutambo uyu wemhandamatsipa richiti kunze kwekugwinyisa muviri, vamwe vanokwanisa kuwana raramo kubva mauri.

Klitschko otatsurana naJoshua

. . .Lenox Lewis otsigira Klitschko  LENNOX Lewis anofunga kuti Wladimir Klitschko anokunda Anthony Joshua, asi hunge kudai murairidzi wake mushakabvu Manny Steward achiri mupenyu.

Hatibvi muSuper League: Mudzova

Abel Ndooka — MURAIRIDZI weTomlinson Netball Queens – Vitalis Mudzvova – anoti chikwata chavo chicharwa semvumba mumwaka wacho wekutanga muSuper League zvichitevera kusimudzirwa kwachakaita chichibva kuDivision One.

Amai munodonhedza musika

 naIgnatius Mabasa — KUFA kwedu kuri mukuramba takanyarara ipo paine zviri kuda kugadziriswa. Kusekerera benzi rinonwa muto vamwe vachida kuseva hakutibatsire. Neniwo handidye huroyi nekunyara.

Samaita ozarukirwa nematenga

Abel Ndooka — MUIMBI weSungura — Brian Samaita — anoti kushanda kwaakaita naAgatha Murudzwa padambarefu rake riri kupisa parizvino rinonzi Kumazivandadzoka kwamuzarurira mikana yakasiyana sezvo mhanzi yake yave kuteverwa nevatsigiri…

Lacazette otengeswa

MUTUNGAMIRI weLyon – Jean-Michel Aulas (25) – anoti chikwata chake hachimborambidze mutambi wacho, Alexandre Lacazette, kuenda asi hunge kana achida kutengwa nezvimwe zvikwata zvikuru muEurope.

×