‘Ndakatiza kushushwa
Tafadzwa Mutsotso — MURUME wekuti akapata musha mushure mekugara achirohwa nemudzimai wake akazopotera kudare redzimhosva achiti ashaiswa rugare sezvo ari kumutevera kwaave kugara achimuonesa moto ikoko.
Vakadzi vechechi vorwira murume
Tafadzwa Mutsotso — MADZIMAI maviri anopinda chechi yeJohane Masowe akaendesana kudare redzimhosva nenyaya yekugara vachirwira murume. Yeukai Antonio akamhan’arira Lisa Mushonhiwa kuHarare Civil Court achimupomera mhosva yekumurova, kumutuka nekudanana nemurume…
Mwari havatambe ZimDancehall
naIgnatius Mabasa — HANDIPEMBEDZE mhombwe, nekuti hupombwe hunorwadzisa vakavimbika muwanano, pamwe chete nekuparadza dzimba nemhuri.
Navas okunya dzisimbe
KEYLOR Navas anoti ari kushanda nesimba kuti ramangwana rake kuReal Madrid ringe rakajeka zvichitevera mashoko ekuti chikwata chake chekuSpain ichi chinoda kutenga David de Gea kana kuti Thibaut Courtois.
Mbuya nemuzukuru wechirume . . .
… votumirana mifananidzo vari musvo Tafadzwa Mutsotso — MUDZIMAI wekupomerwa kutumira mifananidzo yake ari musvo kumuzukururume akaudza dare kuti murume wake anogara achimurova uye gore rapera paKirisimasi akamuzvambaradza mushure mekunge…
Chinotanga kuitwa mp
HAZVIREVI kuti kana nhengo yeParamende yaitwa gurukota reHurumende naPresident Mugabe haichaenda kudare reParamende kunokurukura nyaya dzemuConstituency yake, nokunzwawo kuti dzimwe nhengo dziri kuzvifambisa sei. Makurukota neMP ngavave zvikomo zvinopfumbira nokupanana…
Chii chinonzi bvuri?
MUBVUNZO: Sekuru chinonzi bvuri chii? Uye rinosundidzirwa pamunhu zvinenge zvafamba sei? Rinokonzeresei pamunhu uye zvinoitwa sei kuti bvuri iroro ribve pamunhu?
Dingindira rehuori
Munyaradzi Gunduza —- 11. SARUDZA vananyanduri vana vari muna Mutakunanzva Wenhetembo vanonyora nezvedingindira rehuori. Zvino chitsanangura zvinotaurwa maererano nehuori mudetembo rega rega rawasarudza. [25]
Murume otsvagira mukadzi zvikomba
Tafadzwa Mutsotso — MUMWE mudzimai akashamisa vanhu vaive mudare apo akati murume wake anotuma vamwe varume kuti vaende naye pabonde, izvo iye anotenderana nazvo.
Zim yotarisira goho guru
Muchaneta Chimuka — GURUKOTA rezvekurima nekusimudzirwa kwemadiridziro, Dr Joseph Made, vanoti chibage chakadyarwa pasi pechirongwa cheCommand Agriculture icho chakatanga kurimwa nenzira yemadiridziro chiri pachidanho chakanaka zvikuru izvo zvinopa nyika tarisiro…


