Zondo: Kudya namambo

MAZONDO emombe akabikwa nemazvo kudya kunonaka zvikuru uye anonzi anosimbisa mabhonzo emuviri. Nyama iyi inofarirwa, kunyanya nevarume zvose nemadzimai, nekuda kwezvikonzero zvakasiyana.

Mwana (8) anodya rwaivhi

. . . nenhiyo dziri mbishi . . . zvose nematumbu IMBOFUNGA izvi. Mwana wako ane makore masere okuberekwa anopota achinovhima marwaivhi musango achiadya ari mapenyu, nekupota achibata hukwana dzehuku…

Mamiriro echibage pari nhasi

Charles Munyoro— TINOKUTENDAI varimi nekukwanisa kudyara zvirimwa zvenyu zveZhizha nenguva. Gore rino mvura iri kunaya zvemandorokwati zvekuti mbeu dzedu dzakabuda zvinoyevedza.

Ityai Mwari: Marowa-Ziwenga

Malven Mugadzikwa— MUIMBI ane mukurumbira munziyo dzechitendero, Pastor Olinda Marowa-Ziwenga, vanoti zvakakosha kuti vanhu vatsungirire pazvimhingamipinyi zvavanosangana nazvo muhupenyu pamwe nekuti vatye Mwari pane zvose.

Vana vakadzokera kuchikoro

RAIVE besanwa muHarare neMuvhuro svondo rino apo vana vechikoro vekumabhondingi vaidzokera kuzvikoro uyewo vamwe vabereki vachitengera vana vavo zvinhu zvakasiyana zvekushandisa.

Oparidza vhangeri neSungura

MUTUNGAMIRI wekereke yeEbenezer Church in Zion, Bishop Lovemore Muzondiwa – avo vanovazve muimbi wemusambo weSungura – vanoti vanonzwa kukomborerwa nekuparidza vhangeri kuburikidza nemusambo uyu.

‘Ivai neruzivo rwemashandisirwo emishonga’

SANGANO reZimbabwe Commercial Farmers Union (ZCFU) rokurudzira varimi kuti vave neruzivo rwakazara rwemashandisirwo emishonga yezvirimwa zvakasiyana, kusanganisira yekuuraya sora.

Vokecherwa nzondora dzehuku

YAKAVE batai batai pakomboni iri panzvimbo inotengeswa nyama, yeKoala, mumugwagwa unobatanidza Harare neChitungwiza nguva pfupi yadarika apo mumwe mukadzi akazvindikitwa nemuridzi wemurume mushure mekunge vabatikidzwa vakavharirana mumba kwezuva rose.

Akafira bhora rechikweshe

MUKADZI wekwaSeke wekubatwa nemhosva nedare rekuChitungwiza Magistrates Court yekuponda kamwana kakomana kaiva nemakore 15 ekuberekwa nemutswi mushure mekunge vanetsana nenyaya yebhora rechikweshe akatongerwa kugara mujeri kwemakore matanhatu.

Mitambo ye’Afcon Group stages’

Mugovera 14 Ndira 2017 Gabon vs Guinea-Bissau (Stade d’Angondje 18:00) Burkina Faso vs Cameroon (Stade d’Angondje 21:00) Svondo 15 Ndira 2017 Algeria vs Zimbabwe (Stade de Franceville 18:00) Tunisia vs…

×