Vovimbisana rufu
Trymore Muvhawa— BOTSO rekurwira murume pakati pavahosi nanyachide rakazoguma rasvika kudare redzimhosva apo vakange voda kupisana nepeturu pamwe neparafini.
Kubatana kune simba: Mundhluri
MUIMBI wenziyo dzechitendero, Zet Mundhluri, anoti zvakakosha kuti vaimbi vabatane mukutsikisa nziyo nedonzvo rekusimudzirana.
A-LEVEL — mavanga orudo
Mavanga chii? Munyaradzi Gunduza— VANGA imbonje inosara mushure mekunge munhu akuvara. Mavanga mucherechedzo unoratidza kukuvara kwemunhu kana zvimwewo zvinhu zvisiri vanhu. Mushure mekunge ronda rinenge richirwadza zvikuru rapora panosara vanga,…
O-LEVEL
Matambudziko emukadzi 3. Peter Marimi anoshungurudzika nematambudziko anowira vanhukadzi. Tsigira pfungwa iyi uchishandisa nhetembo dzake ina dziri muna Mutakunanzva Wenhetembo. [25]
Ndinonzwa sendirere nemunhu
MUBVUNZO: Makadii veKwayedza? Ndine dambudziko rekunzwa sendakarara nemunhu husiku nemasikati pasina zororo, nyangwe ndakasvinura. Chingava chii chiri kuitika kwandiri? Ndibatsireiwo ndapota.
Iwe rongeka
Ticha Danga— CHIKAMU chapera ndaiedza kugadzira hwaro hwekuti chiShona chipihwe nguva yacho yakaringana kuitira kuti chigobuda zvakanaka pabvunzo. Ndaida kudzinga pfungwa yekuti chiShona chakapata nekudaro tinongonyunyurudza kana tochibata.
Kumwe kurwara: Dr Mazhandu
NYANZVI inoona nezvemashandiro epfungwa, Dr Fungisai Mazhandu, avo vanova psychiatry registrar kubazi rezveutano nekurerwa kwevana, vanoti chirwere chepfungwa chinogona kubata mamwe madzimai anenge akazvitakura vasati vasununguka kana kuti vachangopedza kubara…
Reve, reve tindike!
Ndozvireva naMukwende Washe MWEDZI waNdira wave pakati, vamwe vasati vanyatsonzwisisa kuti Goredzva ra2017 ratovepo zvechokwadi here kana kuti kwete.
Warriors: Gabon 2017
MITAMBO yeAfrica Cup of Nations (Afcon) ichatanga musi weMugovera apo pachaona Gabon ichisangana neGuinnea-Bissau, kuGabon
US$14m yechikafu chevana muzvikoro
NYIKA yeGerman yakapa mari inosvika US$14 miriyoni kubazi redzidzo yepuraimari nesekondari iyo ichabatsira mukutenga chikafu chichapihwa vana muzvikoro pamwe nekuti vawane mvura yakachena.



