‘Ndinoyamwisa nyoka dzashefu’

‘. . . dzimwe dzichindinanzva’ MUKADZI wechidiki wekuMasvingo anoti ashungurudzwa nenyoka “dzashefu” vaaimboshandira idzo dzaanoti dzinomuyamwa nekumunanzva muviri wose.

Maonero emwaka wekurima

naSimba Gotosa MUCHIKAMU chino nezvinotevera, isu veSeed Co tinoramba tichikupai muono wedu wemwaka nezvatinotarisira kuti varimi vaite. Mawaniro emurimi wega wega anosiyana mwaka nemwaka saka ngatirime ndima inoendirana nemawaniro edu…

Baba vomera ‘ruware’ vapinda nevakadzi 100

MURUME wechidiki anogara papurazi reChigomo, kuMt Hampden pedyo neHarare, akatarisana nedambudziko rakaomesesa — rekuti sikarudzi yake inombotsakatika kwenguva refu zvekusara aine “ruware”.

‘NeMoneyMaker unodzinga nzara’

MUDZIMAI nemurume vanove varimi vekwaSabhuku Murimbi kwaMambo Seke vokurudzira vamwe kuti vasangochema-chema nekusanaya zvakanaka kwemvura nekuda kwekusanduka kwemamiriro ekunze asi kuti

Murume muporofita mukadzi ari n’anga

N’ANGA inobva kuChipinge inoti hapana musiyano uripo pakati pen’anga nemaporofita ichiti vose vanhu ava vanoshandisa mweya mumwe chete pakushopera nekuporofita.

Morrison otengwa neHull City

HULL City iri kuda kutenga mutambi weLazio, Ravel Morrison, muna Ndira 2017. Mutambi uyu, uyo ane makore 23 okuberekwa, angokwanisa kutambira chikwata chake chekuSerie A kasere kubva paakatengwa mugore ra2015.

Mwana wekuita tsvina nepadumbu akashaya

MUNENYASHA Muchapondwa, mwana uye wekuChimanimani, uyo akaburitswa muKwayedza masvondo maviri adarika apo aitsvagirwa rubatsiro rwemari inosvika $700 yekuti avhiiwe kuchipatara senzira yekuti akwanise kuita

‘Mwana akaguta haadofore’

MUKURU wedzidzo mudunhu reHarare, VaChristopher Chamunorwa Kateera, vari kurumbidza chirongwa chekupa vana zvekudya muzvikoro, cheHome Grown School Feeding Programme (HGSFP), vachiti chiri kubatsira kuti

St Angela Academy: Tiri chikoro chemarudzi ose

CHIKORO cheSt Angela Academy icho chiri kuBorrowdale, muHarare, chosimudzira kudyidzana kwemarudzi akasiyana sezvo chiine vadzidzi vanosanganisira vechitema, vachena nevechiIndia.

Sirabhasi itsva yavepo: Mavima

MUTEVEDZERI wegurukota redzidzo yepuraimari nesekondari, Professor Paul Mavima, vanoti bazi ravo rakapedza kugadzira sirabhasi yegwaro idzva refundo reNew Education Cirriculum iro richatanga kushandiswa nezvikoro gore rinouya.

×