Ndava kufira chikwereti’

Tafadzwa Mutsotso NYAKUKWERETESWA mari achida kuvakisa chikoro chake akazozvidemba mushure mekunge aoneswa ndondo nemunhu akamupa mari iyi uyo waanoti ari kumutyisidzira nedemo kuti kana akasamudzosera anomuuraya.

Otambiswa nhova neshamwarikadzi

Tafadzwa Mutsotso SAMUSHA vekutambiswa tsava-tsava neaimbove shamwarikadzi yavo, iyo inonzi inohaya mamonya kuti avarikite, vakazotizira kudare.

Kutsindira nhava

PARI zvino nhava yedu yava kuremawo zvine mwero asi haisati yazara. Tiri kuenderera tichitsokera kudzamara yanyatsotsindirana tozotora dumbo tobva tasona tichimirira ramangwana apo tichazoivhura tapinda muchikoro chepamusoro.

— Mutupo —

HUMBA NYANGURU Maita chiunga Maita humba,

St. Angela Academy haisarudzi vadzidzi

CHIKORO cheSt. Angela Academy icho chiri kuBorrowdale, muHarare chinotangira paForm 1 kusvika Form 6 uye chine bhodhingi yevakomana nevasikana.

MuRugare muzere nhamo

Ndozvireva naMukwende Washe VAKURU vanoti ziso harina muganhu. Nokuti dzimwe nguva rinosangana nezvinhu zvakafanira nezvisakafanira, zvinorwadza nezvinofadza, zvinosetsa kana kugumbura.

Musoro wembudzi kunaka!

Zviri Mugapu naMuchaneta Chimuka  NYAMA yemusoro wembudzi inonaka zvikuru uye kazhinji kacho inoda kudyiwa zvayo munhu wakadzikama nekuti imwe unenge uchitoita yekunon’ona mukati mebhonzo.

MaWarriors orumbidzwa

MUIMBI ane mukurumbira Jah Prayzah akabatana neshasha pakushamarara zvemitambo nekuongorora nhabvu, Charles Mabika, mukuimba kambo kanonzi “Handei MaWarriors” kekurumbidza chikwata chenhabvu chenyika

Tinosvika kure: Shadreck Mlauzi

. . .MaMighty Warriors otarisa semi-fainari yeAfcon MURAIRIDZI wemaMighty Warriors, Shadreck Mlauzi, anoti chikwata chake chiri kurwira kusvika kusemi-fainari yemutambo weAfrican Women Cup of Nations (Afcon) uyo uchatanga kuCameroon nemusi…

‘Handina kukirosa red robot . . .’

‘Ndatambura Negomarara’ MURUME anozivikanwa nekuva mumwe wevanhu vekutanga kubuda pachena panyaya dzekurarama neutachiona hweHIV kubva mugore ra1999 apo aizvishambadza pamusoro pekurwisa rusarura kune vane denda reAIDS ari

×