Kereke inofa nei?

Munyaradzi Gunduza Musoro wekuti Kereke Inofa unojekeswa naZebra akanga asingachaite zvekunamata. Izvi zvinoonekwa paanenge ari kumba kwake kuGlen View 7, achinwa doro nasekuru vake Joram, asisina hanya nekunamata semadudzirwo azvo

Vida naSimon vapihwa imba

CHITSAUKO 4 (Ongororo: Enderero mberi) Ndipo patinonzwa vachidimikira vachiti, “Handiti imari iri kuenda ichichema iyoyo?” (27). Jane ane zvakewo zviri kumunetsa. Anoda kupa mufananidzo wekutsvinya maererano nezvaanoti Simon apera basa,…

Dai ari wako wainzwa sei?

Asi mazuva ano kune vamwe vari kudemba mushure mekunge vawana mabasa nekuda kwezvavari kusangana nazvo.MUUPENYU uye kubva kare, munhu anoti akawana basa rinomupa raramo anenge ofunga kuti Mwari kana kuti…

Nzeve yobatsira vasinganzwi

SANGANO rakazvimirira reNzeve Deaf Children’s Centre riri kuSakubva, kwaMutare, riri kubatsira vechidiki vanove matsi nekuvadzidzisa nezveutachiona hweHIV neAIDS pamwe chete nemabasa emawoko.

Vanofumoona mukirasi muzere tsvina yevanhu

PACHIKORO cheChifamba High School, chiri kuGuruve, pari kuitika minana yasiya vana zvose nevadzidzisi vepo vasina nechekutaura uye vazere nekutya.

Tsindira nhava

KANA totsindira nhava zvinoreva kuti hatisi kupa mukana wekusiya hwangwadza kwete, asi kuti tiri kutotsokera pose pane nzvimbo kana mukana wekuti nhava itakure zvakawanda izvo tichazoshandisa mberi kwatichaenda.

Zvekuita kana wabatwa chibharo

Mildred Mashozhera CHIBHARO zvinoreva kuti munhurume anenge aita bonde rekumanikidzira nemunhukadzi kana kuti asina kutenderana nazvo.

Vorwisa chirwere cheshuga

Munyori weKwayedza SANGANO reZimbabwe Diabetes Association neMugovera uno richaita chirongwa chekufamba chinodaidzwa kuti Diabetes Awareness Walkathon kuAlexadra Sports Club, muHarare, nechinangwa chekutsvaga mari yekurwisa

Vamwene vanorova muroora

Tafadzwa Mutsotso MUDZIMAI wekuDomboshava akamhan’arira mwanakomana wake nemuroora, uyo anotiwo anorohwa navamwene, kudare achivapomera mhosva yekumushungurudza.

‘Tinorwa’

Tafadzwa Mutsotso MURUME nemudzimai avo vanoti upenyu hwavo ndehwekugara vachirwisana kubvira pavakaroorana, vakaendesana kudare redzimhosva. Rerero Zunga akamhan’arira Tawanda Mandinyenga kuHarare Civil Court achimupomera kugara achimurova nekumudzinga pamba.

×