Nac yodzidzisa vana kuzvibata

SANGANO reNational AIDS Council of Zimbabwe (NAC) rinoti chirongwa charo chemuzvikoro chekukurudzira vanasikana kuti vachengetedze utano hwavo, cheSister to Sister, kuburikidza nekuvapa ruzivo rwakasiyana

‘Malajila aifarira chikweshe’

. . . ndiri kunomutsigira kuAFCON: Amai “CUTHBERT Malajila ndaigara ndichinetsana naye nekuti ndaimuudza kuti verenga mabhuku iye aida zvekuswera achitamba chikweshe, asi chipo ndaiziva kuti chaivepo,” aya mashoko akataurwa…

Dzikisa sadza nekovho

SVONDO rino, Mai Chidoshashe Makumbe vekuZhombe ndivo vari kurondedzera mabikiro avanoita muriwo wekovho zvekuti vanoudya vanoita sevachazviruma rurimi.

Bhora mutambo!

VAVERENGI vanotsigira nhabvu, tinoda kuti mufembere, motiudza kuti mitambo yemasemi-final eChibuku Super Cup ichamira sei svondo rino.

Mudzidzisi chikwapuro cheShona

MUDZIDZISI wepachikoro cheSt Francis of Assisi chiri kuChivhu, uyo anove shasha pakufundisa Shona, svondo rapera akahwapura mubairo mukuru kumabiko eMashonaland East Provincial Merit Awards.

Vomhoreswa nezvidhoma

VAGARI vekwaMambo Gwesela, kuZhombe, vanonzi vave kugara vachitya nekuda kwezvidhoma nezvimwewo zvinoshandiswa nevaroyi izvo zvinonzi zvakaraswa mumasango eko nevaroyi zvichitevera kucheneswa kuri kuitwa

Murume omera mazizamu

. . . ‘Zvangu ndezvekuroyiwa’ MURUME anoshanda kunzvimbo inochengetwa mhuka yeCarolina Wilderness Estates, kuSkyline, pedyo nemugwagwa unobva kuBeatrice uchienda kuNorton, atemeswa musoro nekumera kwaaita mitumba yemazamu

Zuva guru reHatfield Girls High

Vana shasha vakakumba mibairo  ‘kwayedza iri kusimudzira Shona’ CHIKORO cheHatfield Girls High, icho gore rino chiri kupemberera kusvitsa makore 61 kubva chavambwa, nemusi weChina svondo rapera chakaita mabiko ekupembedza vana,…

Chabvondoka kuChibuku Super Cup

KUNENGE kusingadanwe anonzwa nemusi weMugovera neSvondo kuMandava Stadium kuZvishavane neBabourfields kuBulawayo uko zvikwata zvina zvinoti FC Platinum, Harare City, Ngezi Platinum neHighlanders

Akadirwa mvura yaifashaira . . .

Trymore Muvhawa VAVAKIDZANI vekuMbare vakaendesana kudare redzimhosva vachipumhana huroyi izvo zvakazoita kuti vapisane nemvura inopisa apo mumwe aipomerwa kuti ndiye akadya vana vatatu vemumwe.

×