Mabatirwo evanhukadzi

“NDANGARIRO” naVirginia Phiri (157-9) Ongororo (Enderero mberi): Pane chinoyemurikawo maererano neupenyu hwemunhukadzi uyu. Kubva mundangariro dzake dzinotevera tinoona kuti akagona kuita zvakatadzikwa kuitwa nevamwe vakadzi vasiri pfambi.

Tsika nemagariro epasichigare

Munyaradzi Gunduza Tsanangura zvinhu zviri muna Museve Usingapotse zvinojekesa kuti rungano urwu rwuzere tsika nemagariro epasichigare. [25]

Timu yehupenyu yakabaiwa

ICHOKWADI timu yehupenyu hwevazhinji yakabaiwa zvekuti vakawanda tave kurarama tiri pamushikashika wehupenyu. Zvese zvangove zvekumhanya zvekuti hatione kuti kumhanya kwedu kuri kutifizura asi isu pasina kwatiri kuenda. Tafanana nembwa iri…

‘Pane chivanhu chiripo’

MUKURU wesangano rinomirira machechi echipositori, reApostolic Christian Council of Zimbabwe (ACCZ), Archbishop Johannes Ndanga, vanoti murume wekunzi akaponda mudzimai wekuSanyati, uyo anonzi akazodya

Mhondi yakadya nyama yemunhu

. . . ikanwa ropa rake . . . ndokuzozvirutsa Kingstone Mapupu MUNYAYA inotyisa zvikuru, murume wechidiki wekuTongogara, kuGokwe, akasiya vanhu vasina nechokutaura mushure mekuyambuka rwizi Sanyati, ndokunosvika pamumwe musha…

Zvimwe zvinoderedza goho

Charles Munyoro TINOKUCHINGAMIDZAI varimi pachirongwa cheMudhumeni Mukuru. Svondo rino tinokurukura nezvimwe zvezvinhu zvinoderedza goho redu. Ishuviro yedu yekuti kurima ibhizimisi saka goho rinoda kuvandudzwa kuti

‘Sando kuna Pasuwa’

. . .mupei nguva yekuita basa rake   VATSIGIRI nevaongorori venhabvu vari kudya magaka mambishi nemabatirwo ari kuitwa murairidzi wechikwata chemaWarriors, Kallisto Pasuwa, zvichitevera kugadzwa kwakaitwa komiti yeHigh Perfomance Committee…

Zimpapers neIsland Hospice vorwisa cancer

KAMBANI huru mune zvenhau munyika muno, yeZimpapers Group, iri kubatana nesangano reIsland Hospice mukurwisa chirwere chegomarara (cancer) icho chiri kutambudza vanhu vazhinji muZimbabwe.

Vana mai veruwadzano vobvutidzana murume

Tafadzwa Mutsotso MADZIMAI maviri echechi yechipositori yekwaMugodhi akaendesana kumatare edzimhosva nenyaya yekugara vachirwira murume nekutyisidzirana nemishonga yekun’anga.

Bitumba ari mudenga rechinonwe

SHASHA yemusambo weRhumba, Wellington ‘Dr Bitumba’ Maruta, akagara mudenga rechinomwe zvichitevera kutambirwa kuri kuita mhanzi yake kunyika zhinji dzemudunhu reSouthern Africa.