Ndanzwa nekudashurwa namaiguru: Nyachide

Tafadzwa Mutsotso NYACHIDE wekugara achioneswa pfumvu nekurohwa pamwe nekutukwa navahosi pabarika ravari akazopotera kudare redzimhosva.

‘Ndinorohwa nesmall-house, munotondinzwira tsitsi imi’

Amager Mufema MUMWE murume anoti shamwarikadzi yake inomurova pamberi pevamwe vaanoshanda navo uye kumutyisidzira ichiti ichamuuraya.

Vaida naSimon vanochata

“RURIMI INYOKA” naGiles Kuimba (Bhuku idzva) CHITSAUKO 1 (Nyaya yacho): Tinotaurirwa zvokudanana kunoita Vaida naSimon sebhande nebhurugwa kusvika vazochata. Simon aine mumwe musikana ainzi Jane Chivako uyo akabva arambwa izvo…

Bvunzo dzasvika

Ticha Danga MUVHIKI rinopera na23 Gunyana 2016 ndimo chaimo munodudza zvechokwadi kuti tava kusvika kwamvura yacheka makumbo. Kwava kuenda nhete nekuti hobvu dzokonwa-konwa nemanda, vamwe voda kukodzera mombe pamariketi

Mambo aivigwa muninga

Tsika nemagariro epasichigare (Tinoenderera mberi): Pasichigare vanhu vainyanya kukoshesa n’anga. Izvi zvinobuda mudunhu raMambo Chakaingesu munonzi vana vaiti vakarwara vaiendwa navo kun’anga dzakaita saKandishaya kuti arove hakata. Mambo Chakaingesu vanoenda

Musaita Zimbabwe chiseko

Ndozvireva naMukwende Washe NEZVAKAUYA mazuva ano zvokutaura nokutumira mashoko nenzira dzakasiyana-siyana, hazvitishamisi kuti Zimbabwe mazuva ano iri pamiromo yavazhinji.

Ndinoita tumapundu, ndichivaviwa

Bvunza Kwayedza naSekuru Mutanga MUBVUNZO: Sekuru ini ndine dambudziko rekubuda “discharge” yakasviba uye yakawandisa zvekutotesa chipfeko changu chemukati. Zvekare ndinonzwa kuswinyiwa pamadziro ekunhengo yangu pachiita “turush”.  Ndatambura sekuru

Mabasa odzidzisa ngano pachena

Malven Mugadzikwa MUNYORI wemabhuku ane mukurumbira, Ignatius Mabasa, anoti zvakakosha kuti vana vayaruke vachitandadzwa nengano sezvo iyi inzira iri nyore kuvapakurira dzidzo yetsika nemagariro echivanhu.

Chipfukuto chitsva chanetsa

l Chinodya zvirimwa zvose l l l Kana miti chinoparadza l Chinosiya pasisina goho l Nyanzvi dzatemwa misoro l Chakatangira kuAmerica CHIPFUKUTO chemhando yeLarger Grain Borer (LGB) chinonzi chanetsa zvikuru…

Mazwi anoreva zvakasiyana

Ticha Danga MUMUTAURO wedu wechiShona, tine mazwi atinoshandisa asi iwo achireva zvakasiyana. Izvi zvinotiratidza kupfuma kwakaita mutauro uyu. Zvinoda chaivo vanokoshesa iyi nhaka yedu kuti vagokwanisa kudoma zvakasiyana