‘Plastic money inoita’

VAMWE vabereki nevana vechikoro vari kupembedza chirongwa chekushandiswa kwemakadhi ekumabhanga anodaidzwa kuti “plastic money” pakubhadhara mari dzechikoro nekutenga zvinhu zvakasiyana vachiti izvi zviri

Nzira dzekukanga hove

Muchaneta Chimuka HOVE dzine mapuroteni anobatsira mukuvaka muviri uye kudzivirira zvirwere mumuviri.Dzikanyatsokangwa zvakanaka, hove dzinonaka zvekuti ukaravira muto wehove, hauzomboda kudzirega. Svondo rino tinopihwa nzira

Murume wangu anorova doro remusombodhiya

Tafadzwa Mutsotso MUMWE mudzimai akachema-chema mudare achiti ashaiswa rugare nemurume wake uyo waanoti anonwa doro rekangopisa rinodaidzwa nekuti musombodhiya.

‘Mufundisi dzosa mari yangu’

Tafadzwa Mutsotso MUFUNDISI wechechi yeTerbenacle Ministries akamiswa pamberi pedare redzimhosva mushure mekunge atadza kudzosera chikwereti che$160 iyo akakwereteswa nemwana wemukereke yake. Ruvimbo Bindi akamhan’arira

Masike osimudzira vanasikana

Shelton Muchena MUIMBI ane mukurumbira wekuridza mbira nehosho mumusambo weAfro-fusion, Hope Masike, osimudzira vanasikana vane chido nemusambo uyu senzira yekuti vawane raramo.

‘Gadziriro yekurima ngaitange izvozvi’

VARIMI vokurudzirwa kuita gadziriro dzekurima nguva iripo kuitira kuti vadyare mbesa dzavo nemvura yekutanga. Mashoko aya akataurwa naVaWonder Chabikwa vanova mukuru wesangano revarimi reZimbabwe

Runyoka: muti werudo

l ‘Unobatsira vari muwanano’ l ‘Murume anotiza small-house’ KUNE n’anga mbiri dziri kuzviti ishasha pakupa vanhu mishonga yerunyoka kana kuti rukawo uye vanoti hapana chakaipa kuti veruzhinji vashandise miti iyi…

Sonodo yotsigira softball

CHIKORO chedzidzo yepamusoro cheSonodo Women’s University chekunyika yeJapan svondo radarika chakabatsira sangano reZimbabwe Softball Association nezvekutambisa mumutambo uyu nedonzvo

Maamburenzi evarwere vetb

BAZI rezveutano nekurerwa kwevana svondo rapera rakabatsirwa nemaamburenzi masere pamwe nemichina yekuvhenekesa chirwere cherurindi (TB) pasi pehomwe yeGlobal Fund izvo zvinotarisirwa kusimudzira zvikuru

Ipai Perez nguva: Wenger

MUTAMBI mutsva weArsenal, Lucas Perez, anoda nguva chete kuti atange kunwisa kuArsenal, anodaro maneja Arsene Wenger apo muchinda uyu ari kuedza kusimukira muPremier League.