Mapurisa otatsurana mumitambo
Muchaneta Chimuka HAKUDANWI anonzwa svondo rino kumakwikwi eCommissioner General of Police’s Sports Gala apo mapurisa ari muchikamu chePolice Protection Unit (PPU) ari kukwikwidza mumitambo yakasiyana kuMorris Depot, muguta reHarare. Mitambo iyi…
O-LEVEL — MUSEVE USINGAPOTSE/MAKUNUN’UNU MAODZAMWOYO: Zvidzidzo zviri murungano
Munyaradzi Gunduza MUSEVE USINGAPOTSE Zvidzidzo zvemhangwa (Toenderera mberi): Ndakadzidza kuti mwana washe muranda kumwe. Chidzidzo ichi ndakachiwana kuna Karinge aive mwanakomana waMambo Chakaingesu asi akabatwa senhapwa mudunhu raMambo Tineshungu. Akakandwa…
‘Ndinorumwa namadhamu’
Dorrit Paida Mwanza VAMWE samusha vanoti vashaiswa rugare neaimbova mukadzi wavo uyo anomuruma zvose nekumurova achimukutsirana nevakoma vake. Tafadzwa Nhapi akaendesa aimbova mukadzi wake, Tafadzwa Mafaro, kudare reHarare Civil Court. “Mambo wangu,…
‘Time-table’ yekurova mukadzi…Kuseni, masikati nemanheru
Monalisa Madzeka MUMWE mukadzi anoti apinzwa panguva yakaoma nemurume waakarambana naye, uyo anomurova munguva dzemangwanani, masikati, nemanheru uye achimutumira mashoko panhare yake achimuti ipfambi yemakoko. Prudence Mazarura akazosvika pakumhan’arira Innocent Mureverwi…
Diamond FM yoita zveutano
Tandayi Motsi NHEPFENYURO yeDiamond FM, iyo inotepfenyura iri kwaMutare uye iri pasi pekambani huru mune zvenhau munyika muno yeZimpapers, yakatanga chirongwa chekutepfenyura kunze kwemastudio nedonzvo rekusimudzira nyaya dzeutano. Chirongwa ichi, cheMobile…
MoneyMaker yopinda mumaguta
Muchaneta Chimuka VARIMI nevamwe veruzhinji vemumaguta nemadhorodha vokurudzirwa kutora mukana wekushandisa michina yeMoneyMaker Irrigation Pump mukudhonza mvura yekushandisa mumabasa akasiyana kubva mumigodhi yavo. Managing director wekambani inogadzira michina iyi yeBlagefields, VaBrian…
Nyaya yemukadzi wekukecha kamwana (12) yava nepamwe
Muchaneta Chimuka NYAYA yemukadzi mukuru uye wekumiswa mudare reChitungwiza Magistrates’ Courts nguva yadarika akatarisana nemhosva yekupinda pabonde nekamwana kane makore 12 okuberekwa uyo anonzi akakatapurira utachiona hweHIV apo vaviri ava…
Kwayedza ndiro bepa: PED… ‘Vana muzvikoro ngavariverenge’ …‘Rizere nezvinyorwa zvonobatsira’
Tandayi Motsi naMalven Mugadzikwa MUKURU wedzidzo mudunhu reHarare, VaChristopher Chamunorwa Kateera, vanorumbidza bepanhau reKwayedza nebasa guru rariri kuita mukusimudzira chidzidzo cheShona muzvikoro pamwe chete netsika nemagariro. VaKateera vakataura mashoko aya nguva…
Mitambo yemaOlympics
MITAMBO yemaOlympics yakatanga kutambwa kuguta reRio de Janeiro, munyika yeBrazil musi wa5 Nyamavhuvhu yasara nemazuva mashoma-shoma kuti ipere. Mitambo yemaOlympics iri muzvikwata zvakasiyana-siyana yakaunganidza vatambi venyika dzinopfuura mazana maviri dzepasi rese…
MUPOROFITA MUDZIMU TUGU. . . anakirwa nembira nehosho ‘. . . asi magemenzi handirase’
MUDZIMU tugu pamuporofita mbira nehosha zvamunakira! Hapana mamwe matsananguriro anodarika aya sezvo izvi zviri izvo chaizvo zvakaitika kumuporofita wemandiriri








