Akabatwa achibobodza madziro emba
Esau Hokonya ari kuGWERU MURUME wekuGweru, wekuzvuzvurudza vamwe samusha vaanofungidzira kuti vaiita zvemubobobo mumadziro memba yake apo iye nemudzimai wake vainge varere husiku zvekusvikira akuvara, akaigochera pahutsi zvichitevera
Mufundisi onangwa huroyi
Yvonne Chidochashe Manyanja MUMWE mufundisi ari kuchema-chema achiti ari kupumhwa huroyi nemukadzi waanoroja pamwe chete naye achinzi akadya mwana wake apo aive nepamuviri uye kuti anomutumira katsi kuti dzimuuraye.
GRADE 7: Gadzirira bvunzo
Ticha Danga ICHOKWADI kuti kana hore nhema yasumuka kunotevera mvura inoita zvekutsvotsva kunaya. Hore yemvura iyoyo ikakubata uri kumakura, unopinda pakaoma. Ndoda ikazouya iine chimvuramabwe kana matsanza, unodemba vakafa.
‘Dzokai tisimudzire Uzumba’
VEMABHIZIMISI nevamwe vagari vemunharaunda vanokurudzirwa kuti vapote vachibatsira mukusimudzira matunhu avanobva, zvikuru munyaya yedzidzo.
Anoparidzira zvehiv yemudzimai wake
Yvonne Chidochashe Manyanja MURUME wekuparidzira kune veruzhinji kuti mudzimai wake ane chirwere chemukondombera akaudza dare kuti zvisinei nehunhu hwake uhu, achiri kumuda.
Batai hana: Ibrahimovic
ZLATAN Ibrahimovic akakumbira kugadzikana kubva kuvatsigiri vake avo vari kuda kuziva kuti shasha iyi ichanotambira nhabvu yayo kuchikwata chipi mwaka unotevera.
‘Tinoda hunhu muzvikoro’
MUKURU wezvedzidzo mudunhu reHarare, VaChristopher Chamunorwa Kateera, vanoti zvakakosha kuti vana vechikoro vave nehunhu, vashande nesimba uye vakavimbika.
Kunonokerwa nekudiwa nekuroorwa
SEI vakadzi nevanasikana vari kupiswa nemoto vachinzi pururudzai kuti muri kutsva? Sei vachipinzwa muGehena mune rufu, rima nenyoka mavanobatwa chibharo nemaporofita?
Mari yasabhuku yamutsa chimoto
Amager Mufema VARUME vaviri vekutengeserana sitendi yekuvaka imba vakatosvorana pamusoro pemari inofanirwa kubhadharwa kwasabhuku kuitira kuti nyakutenga azivikanwe munzvimbo yaari kuda kugara izvo zvakazoita kuti nyaya iyi isvike

