O-LEVEL — MUSEVE USINGAPOTSE/SHOKO HARIVHIKWI: Pondai nehupambi
Munyaradzi Gunduza Matanho aPondai pakupamba umambo (tinoenderera mberi): Rimwe danho rinoshandiswa naPondai kuuraya Mambo Chakaingesu. Danho iri rinobuda paanovabaya pabendekete
‘Siyana neni, ndava nemumwe’
Gabriel Singano MUKADZI wekuti ari kushungurudzwa neaimbova murume wake achityisidzirwa parunhare akazopotera kudare achiti anofanira kusiyana naye sezvo ave neupenyu hutsva nemumwe murume.
Duramazwi: MASUNGIRO
Ichi chirango chinoitwa nemukuwasha paanoendesa mudzimai wake kumusha kuna amai vake, kuti anosunungukira ikoko mwana wekutanga.
Harare yakahwapura mukombe weChess
PUROVHINZI yeHarare yakaita zvinorova mumakwikwi ezvikoro eZimbabwe Junoir National Chess Championship apo yakakumba menduru pfumbamwe nguva yadarika.
Vana vodyiswa zvemumabhini
Gabriel Singano VAKADZI vaviri vanove vavakidzani vakatsvukisirana maziso pamberi pedare vachipomerana nyaya dzehuroyi pamwe nekudyisa vana sadza remubhini.
‘Sekerera pose patinosangana’
Amager Mufema VANHU vaive mudare vakaita sevachatyoka mbabvu nekuseka apo imwe chembere yakati inoda kudzivirirwa kubva kumuvakidzani wayo uyo anoramba kuisekerera pose pavanosangana.
‘NDAKAFA NDIKAMUKA’…Anongorota vanhu vakafa
PANE murume wekuMt Hampden, pedyo neHarare, ari kuti akafa, ndokuchemwa kwehusiku hwose, asi ndokuzomuka rechimangwana racho vanhu vave kupedzisa hurongwa hwekunomuviga kumakuva uye kubva apa
GONZO RINORUTSA MARI . . . Ma$1000 nema$5000 . . . ‘Takabva naro kuMoza’ . . . ‘Rinodya zviyo neropa’
MURUME wekuHighfield, muHarare, anonzi akatanga kurwara achirasika njere zvichitevera kutadza kwaakaita kutevedzera mhiko dzekupfuma dzaakapihwa pamwe chete nemukadzi wake neimwe n’anga yekuMozambaique
AKAITA VANA 3 NAAMAI VAKE
MUPOROFITA wechechi yeBlood of Jesus International Ministry — uyo anonzi akabuda mumwe imwe kereke ine mbiri — akaripiswa mombe nedare raSadunhu Mwanza, kwaChikwaka, mudunhu reGoromonzi, mushure mekubatwa
‘Ndakabhinywa nemuporofita mazinyoka achinanzvira’
PANE muporofita wekuEpworth ari kunzi anochengeta mazinyoka muhari dzemakate dziri mumba yaanoshandira vanhu.





