Akagumbuka anovigira vana magumbeze

Yvonne Chidochashe Manyanja MUMWE mukadzi akachema-chema mudare redzimhosva achiti murume wake ane katsika kekuti kana vapopotedzana anotora magumbeze evana oaviga pamusoro pewadhiropu zvinozoita kuti varare vachigwagwadza

‘Ndakabvutirwa murume nezvidhoma’

MUDZIMAI wechidiki aiva akaroorwa mumusha waKaseke, kwaSeke, anoti akatiza murume wake nekuda kwemweya wemunhukadzi unobuda pamurume uyu, uyo waanoti unoita kuti ataure nezwi rechikadzi pamwe

Ndinobhururuka Nerusero: Muporofita

MUPOROFITA wechikadzi weJohane Masowe yeNguwo Tsvuku wekuHurungwe anoti iye nevamwe vake vanoshandisa machira matsvuku nerusero “sendege” yekuti vabhururuke vachinoroya vanhu.

Tinogona kupedza aids mugore ra2030?. . . zvii zvingatipingaidze?

NJODZI chii uye pane zvingaitwe here kuti munhu asapinde munjodzi? Hongu, njodzi inogona kunzvengeka. National AIDS Council Risk and Audit Director VaEvaristo Nyamutswa vanojekesa kuti njodzi chii, unogona

Dynamos inohwinha: Silva…‘Mhuri yangu ichauya kuzopembera’

MURAIRIDZI weDynamos FC, Paulo Jorge Silva, anoti ishasha panyaya dzekusasana nevanhukadzi uye mudzimai wake nemhuri vachauya kubva kuPortugal pakupera kwemwaka wePremier Soccer League kuzopemberera apo

Muzukuru anodira mvura pamubhedha waambuya

Amager Mufema AMBUYA nemuzukuru vakanakurirana nyoka mhenyu mudare vachipomerana kudira mvura pamubhedha pamwe nekukomberedza nzvimbo yekurara nemigomo izere mvura kuitira kuti pasawane anorarapo.

Chihuta: Shiri yakonzeresa

CHIHUTA! Shiri yanetsa pataundi neparuzevha iyi. Ndiani anoshandisa nzira dzechizvino-zvino dzekufambisa mashoko – social media – asiri kusemburwa nezita rekuti “CHIHUTA”.

Chirongwa cheutano kuManicaland

VANHU vanotambudzwa nezvirwere zvakasiyana kuNyanga nekuChimanimani, kudunhu reManicaland, vanotarisirwa kubatsirika zvikuru zvichitevera kuparurwa kwechirongwa cheTele-medicine icho chinoita kuti

MAONERO EDU: Mwana akaguta anoda kudzidza

MWAKA weZhizha uno mvura haina kunaya zvakanaka kumatunhu ane chitsama enyika ino nekuda kwekusanduka kwemamiriro ekunze. Izvi zvaita kuti Zimbabwe itarisane nedambudziko rekushomekerwa nechikafu.

‘Tsigirai mapoka enhabvu epasi’

MUTUNGAMIRIRI weCUMA Football Academy — iyo inokwikwidza muDivision Two – Hurbet Manyowa anokurudzira makambani akasiyana kuti akotsvere zvikwata zvinokwikwidza mumapoka epasi anoti Division One,

×