Mari yasunga zvinhu…Vana vakanonotswa kudzokera kuchikoro

ZVIKORO zvakavhurwa neChipiri svondo rino panguva iyo vabereki vari kunetseka kuwana mari yekubhadhara fizi nekuda kwekushomeka kwayakaita munyika.

Kwekubvunza zve‘insurance’

SVONDO rino tinopeta nyaya yema”insurance” inodiwa mushure menjodzi dzemabhazi kana makombi tichikupai mashoko anogona kukubatsirai.

National Pledge ngaiitwe nemitauro yose!

TEMU yepiri yechikoro yatanga nemitauro — kutaura-taura kunotadzisa kuti vanhu vazive kuti shoko inhondo rinobereka.

Mayweather na Pacquiao voda kuzvibakisa futi

MUTAMBO wechipiri pakati paFloyd Mayweather naManny Pacquiao uri kurongwa kunyangwe hazvo vatambi ava vachiti vakasendeka zvetsiva.

‘Varimi vandudzai mashandiro’

SANGANO reZimbabwe Agricultural Society (ZAS) rinoti nyika ino inokwanisa kudzokera pachinzvimbo chayo chakare chekuve hurudza ndokunge mapoka ose achishanda pamwe chete mukutsigira varimi.

Homwe ichabatsira vagari vekumaruwa

HURUMENDE ine hurongwa hwekuumba homwe yemari yekubatsira vagari vekumaruwa avo vakatarisana nedambudziko rekuparadzirwa zvirimwa zvavo pamwe nezvipfuyo nemhuka dzesango.

Kutapira kunoita hove

MABIKIRO: Pisa mafuta mupoto/mupani kana uchida kudziomesa.

Chikafu chevana chavepo: Dokora

HURUMENDE yakatenga matani 40 000 echibage ayo achashandiswa muchirongwa chekuwanisa vana vechikoro vanosvika 3,2 miriyoni zvekudya muzvikoro kutanga mwedzi uno.

‘Ndikadhakwa ndinonzwa kuda kurova baba’

Amager Mufema VAMWE baba vanoti vatambudzwa zvikuru nemwanakomana wavo uyo anovarova nekuvabira motokari yavo achienda nayo kunosasana neshamwarikadzi dzake.

Nyangwe anosvikirwa anofa

NDAKANYORA paProfile yangu yeWhatsApp kuti “Kufa kwako ngakurege kukutyisa.” Ndakanzi nemumwe munhu, “Musadaro nekuti kufa kwagara kunongotyisa.”

×