Mwana (4) akatsva kuita dota

Muchaneta Chimuka MWANA ane makore 4 ekuberekwa akatsva zvekuita dota muimba inorojwa nevabereki vake mumusha weUnit O Extension, kuChitungwiza, mushure mekunge asiiwa areremo naamai vake apo vaitevera mari dzezvikwereti zvedovi…

Ndopa vamwe mukana: Loga

Abel Ndooka MURAIRIDZI wechikwata chenhabvu chenyika cheZimbabwe Warriors — Zdravko “Loga” Logarusic — anoti anoda kushandisa mitambo yeCosafa Cup kupa vatambi vakawanda mukana apo achiri kuvaka chikwata chake icho chichazomirira…

MaChevrons obaiwa nhomba

Abel Ndooka CHIKWATA chenyika checricket chemaChevrons chinoti vatambi vacho pamwe chete nevarairidzi vakatobaiwa majekiseni kana kuti nhomba dzinodzivirira kuchirwere cheCovid-19. Vatambi vechikwata ichi vanosvika 27, vashandi nevarairidzi 20 vanonzi vakatobaiwa…

Akabuda mukanwa meshumba

Kingstone Mapupu MURUME anobva kudunhu raMambo Mujinga, kuKaroi anoti akapona neburi retsono mushure mekurwisana neshumba kuChirundu uko kwaanoshanda. Anoti akapona nekubatana nayo mhandamatsimba kusvikira yaneta ikazomurega. VaIsa Chitenje (49), avo…

Mutumbi wemunhu wakapiswa nekubviswa nhengo

Kingstone Mapupu MAPURISA emuHarare vanoti vakawana mutumbi wemudzimai asati azivikanwa mumugwagwa unobva kuCleveland Park, kuMsasa uchienda kuMabvuku uyo wainge wakapiswa uyewo wakabviswa dzimwe nhengo dzemuviri. Mutauriri wemapurisa eZimbabwe Repubic Police…

Ziva nezvemhando itsva yecoronavirus

Muchaneta Chimuka MHANDO itsva yechirwere cheCovid-19 – inodaidzwa nekuti B.1. 617 – iri kutyirwa kuuya muZimbabwe uye zvinotevera zvimwe zvezvingade kuzivikanwa neveruzhinji pamusoro pechirwere ichi. Covid-19 iyi yakaipisisa zvakadii? Ongororo…

Ngozi yemukorokoza yoda rori nechigayo

Tendai Gukutikwa NGOZI yemurume wekuOdzi aiita mabasa echikorokoza achichera dhaimondi uyo akaurayiwa neshamwari dzake mbiri makore 12 adarika yava kuda kuripwa nerori (two tonne truck) uye chigayo senzira yekuichenura. Ngozi…

Akaponda musikana wekumuramba

Kingstone Mapupu MURUME wekudunhu raMambo Nyamukoho, kuMudzi, kuMashonaland East ari kutsvagwa nemapurisa eko nemaziso matsvuku nemhosva yaari kupomerwa yekuponda mukadzi waimbodanana naye mushure mekunge amuramba. Mutauriri wemapurisa kudunhu reMashonaland East,…

Moto wesango muCovid

Muchaneta Chimuka ENVIRONMENTAL Management Agency (EMA) inoti iri kufadzwa zvikuru nebudiriro iri kuitwa pakurwisa moto wesango zvisinei nezvimwe zvimhingamipinyi zvairi kusangana nazvo mubasa iri nekuda kwechirwere cheCovid-19. Mwaka wemoto wesango…

Mumwe tasa vachirwira musikana

Kingstone Mapupu VARUME vaviri vainwa doro mune rimwe bhawa riri pakomboni yepamugodhi kuKadoma, kunharaunda yeMashonaland West, vanonzi vakakakavadzana nekuda kweshamwarikadzi zvekusvika pakusara mumwe wavo afa. Mutauriri wemapurisa kudunhu reMashonaland West,…

×
×