‘Hatidi varimi vanoungana’
Kingstone Mapupu SANGANO reZimbabwe Farmers Union (ZFU) rinoti rasimbaradza matanho ekurwisa Covid-19 munzvimbo dzinoshandira varimi nekuti vanhu vasaungane uye kutevedza zvose zvinokurudzirwa. VaPaul Zakariya, avo vanova mukuru weZFU, vanoti nekuda…
Muimbi ochema
Abel Ndooka MUIMBI wenziyo dzechitendero – Roe Makawa – anoti chirwere cheCovid-19 chakadzosera basa rake kumashure sezvo aive nehurongwa hwekutenderera kunze kwenyika achinoridza mashoo pamwe nekushambadza nziyo dzake. Kubva denda…
Vorwisa Covid kumusha
Kingstone Mapupu SANGANO rakaumbwa nemasabhuku nemasangano edzisvondo kuBanket, kudunhu reMashonaland West, riri kubabatsira mukugadzirisa matambudziko ari kusangana nevanhu vemunzvimbo iyi panguva iyo nyika iri kurwisa chirwere cheCovid-19. Zimbabwe Association of…
Machechi otyora mitemo yeCovid
Muchaneta Chimuka PANGUVA iyo nyika iri mushishi kurwisa chirwere cheCovid-19, kune vamwe vanhu – kusanganisira vemachechi – vasiri kutevedzera matanho akatarwa neHurumende ekudzivirira kupararira kwedenda iri izvo zvine njodzi huru…
Misheck Chidzambwa ashaya
Abel Ndooka SHASHA yakambonetsa mumutambo wenhabvu semutambi ndokuzorairidza, Misherck “Scania” Chidzambwa ashaya. Scania akashaya nezuro manheru mushure mekunge ave nenguva refu achirwara. Achitaura neKwayedza nhasi mangwanani, mukomana waMisherk – Sunday…
Vakatiza mumba . . .
Kingstone Mapupu VAGARI vemubhuku raMarare riri papurazi rakagariswa vanhu patsva reKatawa, kuRaffingora, kudunhu reMashonaland West nguva pfupi yadarika vakapera mate mukanwa apo chitunha chemumwe murume weko chinonzi chakaimba chichidavira nziyo…
Mwana opemha rubatsiro
Muchaneta Chimuka MUDZIMAI wekubhuku raGwaku, kwaMambo Munyama, kwaMutare ari kutsvaga rubatsiro rwewiricheya, chikafu uye mari yekurapisa mwana wake uyo akabarwa akaremara mitezo. Mai Jane Manjoro (44) vanoti muviri wemwana wavo,…
Chikoro chakapihwa nguruve
Kingstone Mapupu SANGANO rakazvimirira reCreating Better Futures (CBF) riri kutsigira kufundiswa kwezvidzidzo zvemabasa emaoko muzvikoro uyewo nekuti vadzidzi vabatsirikane kuburikidza nemabhindauko aya panguva iyo nyika iri kurwisa kupararira kwechirwere cheCovid-19.…
Muroyi wetsvina akazvipamha
Liberty Dube MUDZIMAI wekuChimanimani, uyo wekuzviitira tsvina apo akayedzerwa ari pamumwe musha ari musvo ndokureurura kuti muroyi zvekare achida kubvuta kamwana kepamusha uyu, akabatwazve svondo rapera ari pamumwe musha. Mushure…
Mune mukana wekudzivirira HIV kuvana — NAC
Tadiwa Nyatanga HUTACHIONA hweHIV hunotapurirwa kubva kunaamai vane HIV huchienda kumwana panguva yavanenge vakazvitakura uye kune nyaya dzakawanda dzakadai. Pasi rose, nyika dzakapinda muchirongwa cheFast-Track Strategy chine donzvo rekupedza HIV…











