‘Mabasa evarimi akanganiswa’
Muchaneta Chimuka CHIRWERE cheCovid-19 chinonzi chiri kukanganisa zvikuru varimi panyaya dzemabhindauko ekutengesarana uye mabasa avo apo nyika iri kuramba ichipinda muzvirongwa zvelockdown nechinangwa chekurwisa kupararira kwedenda iri. Mashoko aya akataurwa…
‘Paridzai 3rd wave’
Abel Ndooka MUIMBI wemusambo weChimurenga — Shepherd “Shapiro” Chimbare — anoti vaimbi neshasha dzemitambo yemadhirama vanofanirwa kuve pamberi panyaya yekushambadza kuruzhinji kukosha kwekuzvidzivirira kubva kuchirwere cheCovid-19. Muchinda uyu, uyo anotungamirira…
Zvakakoshera kuongororesa ivhu
Muchaneta Chimuka ZIMBABWE ine mikana yakakura yekuwana goho guru rechikafu chekudya nechekutengesa kana varimi vachinge vasandura nzira dzavo dzekurima, zvikuru panyaya yekuona kuti ivhu ravo ravhenekwa roonekwa kuti rine kudya…
Nhabvu yadzoka zvakare
Abel Ndooka SANGANO rePremier Soccer League (PSL) rinoti riri kufara zvikuru nekupihwa kwavakaita mvumo yekuti mutambo weChibuku Super Cup uenderere mberi uye izvi zvinotevera kumiswa kwainge kwamboitwa mitambo yose nguva…
NAAZ yotumira shangwiti kuNigeria
Abel Ndooka SANGANO reNational Athletics Association of Zimbabwe (NAAZ) rinoti rakanyorera kuHurumende richikumbira mvumo kuti rigotumira shangwiti dzerelay kunokwikwidza kumujaho weMoC relays (4×100) uyo uchaitirwa kuLagos kuNigeria svondo rino. NAAZ…
Mwana wekubiwa muHarare akawanikwa kuSA
Munyori weKwayedza MAPURISA akakwanisa kuronda nekudzosa mwanakomana ane gore rimwe chete rekuberekwa uyo ainge atapwa nemumwe mudzimai akaenda naye kunyika yeSouth Africa mwedzi mitatanhatu yadarika apo akabiwa kubva kuUshehwekunze, muguta…
‘Vanhu tava kuvarairwa’
Tandayi Motsi HURUMENDE inoti kuwanda kuri kuita nyaya dzevanhu vari kubatwa nechirwere cheCovid-19 kuri kukonzerwa nekushaya hanya nekutevedzera matanho aripo ekudzivirira kupararira kwedenda iri munharaunda nemumabasa. Vachitaura kuvatori venhau nemusi…
Bulawayo yava pa’lockdown’
Nqobile Tshili GUTA reBulawayo nemusi weChipiri svondo rino rakaiswa pasi pechirongwa chelocalised lockdown icho chakananga kumisa kupararira kwechirwere cheCovid-19 munzvimbo dziri kunetsa denda iri. Hurumende yakapfuudza mberi zvakare kuvhurwa kwezvikoro…
‘Vakwegura vari panjodzi neCovid-19’
Muchaneta Chimuka VANHU vakwegura vanonzi vari panyatwa huru yekubatwa nechirwere cheCovid-19 zvichitevera kuderera kwemasoja avo emuviri izvo zvinoita kuti vave nyore kubatwa nezvirwere zvese-zvese nokudaro zvakakosha kuti vange vachidzivirirwa zvakasimba…
Matanho matsva opembedzwa
Leonard Ncube ari kuVICTORIA FALLS VANAMUZVINHABHIZIMISI vari muchikamu chezvekushanyirwa kwenyika vanoti vanogutsikana kuti matanho matsva ari kutorwa neHurumende ekuedza kumisa kupararira kwechirwere cheCovid-19 achabatsira kuti vashanyi vave nechivimbo nekuuya munyika…










