Hesi kabhebhi

KANA uri musikana ukakwaziswa uchinzi, “Hesi kabhebhi!” unopindura uchiti kudii? Kunzi kabhebhi kudiwa here? Ko muganhu wekutamba nerudo unoperera papi? Ko kana ukanzi kabhebhi zvinoreva kuti uri kudiwa here? Ko

Munhu haabarwe kana kufa na12

‘Inguva inofamba ngirozi dzaSatani’ ‘Mwana anotoita mhengeramumba’ Chitendero nechivanhu zvowirirana

SVIKIRO RINONWA ROPA

Dzimwe n’anga dzakasara dzichinanzvira ‘Ndizvo zvinoitwa nemudzimu wechokwadi’

CHIGUMURA: N’ANGA DZAITA MARI

PANE n’anga nemaporofita vakaudza Kwayedza svondo rino kuti muzuva ano vanota nemari nezvimwe zvipo zviri kubva kuvanhu vari kutsvaga rubatsiro kwavari rwekuti vasadzingwe mabasa panguva iyo makambani ari kudzinga

Handidye sadza: Chisanyu

MUHURUKURO naSekuru Friday Chisanyu, vanoti vakatanga kupoterwa (kusvikirwa) nemudzimu vachiri ndumurwa uye havana chavanoziva pavanonzi vanonwa ropa risina kubikwa.

Ngozi yakaripwa mombe 34

NGOZI yemurume wekwaChihota, uyo anonzi akapondwa makore 32 akadarika, yakamuka chibhebhenenga kumhuri yanyakuponda izvo zvakaita kuti hama dzake dzinoripa nemombe 34.

MUSATUNGAMIDZE MARI: MAPEZA. . . asi tarenda nenyika

NORMAN Mapeza, uyo akambonetsa munhabvu, ari kukurudzira vatambi vechidiki kuti vasamhanyire kukoshesa mari uye vanofanirwa kugara pachikwata chimwe chete vachiumbwa tarenda ravo kwemakore. Kazhinji mumutambo

Shamuyarira Library yakaparurwa

VADZIDZI pamwe neveruzhinji vanotarisirwa kubatsirika zvikuru munyaya dzekuvandudza dzidzo yavo kuburikidza nekuverenga mabhuku akasiyana zvichitevera kuparurwa kwenzvimbo yekuverengera yeNathan Shamuyarira Library

‘Zivai marimirwo kwawo efodya’

VARIMI vefodya vakakurudzirwa kuti vave neruzivo rwakakwana rwemarimirwo echirimwa ichi kubvira pakudyara mbeu muminda kusvikira pakukohwa nedonzvo rekuti vasimudzire goho ravo mwaka unotevera.

Wag yakapa mishonga pachena

SANGANO reWomen’s Action Group (WAG) riri kusimudzira utano hwevanhukadzi, zvikuru vekumaruwa nekuvabatsira pachena nemishonga pamwe neruzivo rwuri pamusoro pezvesikarudzi.

×