Zvinodhaka vana zviri kubvepi?

TIRI kukombera nhaurwa yatakavarura svondo rapfuura, nyaya yekuti vana vechikoro vari kunwa nokutora zvinodhaka vabatsirwe kusanganisira nevabereki, vadzidzisi, makereke, Hurumende, masangano anopa mazano

— Ziva —CHINA

MUUPENYU hwavo, vanhu vechiChaina vanoshandisa chikara chinonzi dragon kutsanangura vanhu vanogonesesa, vane hunyanzvi nesimba.

GRADE 7: ChiShona nenhamba

KANA gore roda kupera tinopedzisira nekurongedza zvidzidziswa munhava yedu kuitira kuti kana toenda mberi tinowana mbuva iyo tinozorarama nayo mune ramangwana redu, chero toenda kuzvikoro zvepamusoro. Nhava yedu

DETEMBA TINZWE: Kwiridzira zvikabudura hanzvadzi

naAudrey Hwande Achiri pazera rako iri Peter Ndlovu akaita mukurumbira, Nekutamba nhabvu. Uyuwo Mukudzei Mukombe Arikudadisa nemimhanzi, Inokodza moyo nepfungwa Kozotiwo Mark Zucker burg Akaita mashiripiti ekugadzira fesibhuku. Zvino iwe…

A-LEVEL — PAFUNGE: Rudo anochema averenga tsamba

CHITSAUKO 19 (Ongororo: Enderero mberi) Mamhanyiro ainge achiita kuti vanhu vasagarisika zvakanaka munzvimbo dzavo sezvo raiti kana rasvika pane chikoronga chaidimura nzira, vanhu vaiitwa kupepetwa “senzungu dziri murusero” (88). Kuzoti…

‘Anoda kundiponda nevana’

Kudakwashe Chinokuya MUDZIMAI wekuti murume wake anoda kumuuraya pamwe chete nevana vavo akazopotera kudare. Anna Natch akaendesa Gilmore Musekiwa kuHarare Civil Court achiti anogara achimuzvambaradza. “Changamire, murume uyu

Vahosi nanyachide varimirana

Kudakwashe Chinokuya NYACHIDE akadhonzera vahosi kudare achiti aoneswa chakati tende nekushungurudzwa achipomerwa kuti ndiye ari kudya mari yose nemurume mumwe wake nevana vachikwangwaya.

Duramazwi – NHANGANYAYA

Aya mashoko ekutanga panenge pachitaurwa nyaya, kana kuti anoiswa kokutanga kwebhuku kana chimwewo chinyorwa.

Tete nemuroora vakarwira R3

Kudakwashe Chinokuya NYAYA yekurwira chikwereti cheR3 pakati pemuroora natete yakazopera kudare redzimhosva. Tariro Chada akamhan’arira Fatima Mapiti uyo anove hanzvadzi yemurume wake kuHarare Civil Court. Chada akati Mapiti anogara

‘Tenga mapamper’

NYAYA yema‘pamper’ ekupfekedza mwana iyo yaive pakati pemukadzi nemurume yakazoita kuti vasvitsane kudare mudzimai uyu achida $200 yemendenenzi yekutenga ma’pamper’ aya.

×